Lyrics

Jah know! (Jah know!) XY, XY, XYZ (Why did you block my number?) (Why did you block my number?) DeMentor (Why did you block my number?) (Why did you block my number?) Ndangoti XYZ Rudo vaviri, uri hwani hapana zheti Anozvigona ega ngaauye bet Ndatenga calender ndirikusimbisa ma-date (ma-date) Asi kana zvapera, zvapera Usa-fighte chingozvinetera Iko katsika kekuda ku-fixer wawasiyana naye murudo, kane kakuzvinyepera Chenjera kuzvivhiringira life yako nekuda kubhowa ma-ex Unenge uchapera mari nemabhanduru uchida kubhowa ma-ex Ita move on (move on) Bvunza why Kuramba uri zii ndicho chi-guy Ita move on (move on) Bvunza why Zvekufinhurana zvinozotipei nhai? Better ubvunze ex, "Why uri zii?" Why? Why? Kana kumbonditiwo, "Hesi." Nhai chii? Why? Why? Hongu takatukana-tukana (why?) Ndokubva tabukana-bukana (why?) Ngatizivei tikawana mukana Chisingaperi muhupenyu hapana Saka, marambana hapadi kushanda ma-feelings Tiripo ma-teacher erudo topa ma-teachings Charambanisa vanhu, kanyaya ke-cheating Rudo rwunoda kukuchidzirwa semoto mu-kitchen Vachada zvekurovana, do boxing Zvabaya moyo wangu ini, ju-u jekiseni Murudo hamudi hu-captain, siya chi-captain Unogona kuita stress, oita sad munhu Oda kuti zvinzi ex ndiye bad munhu Wava kushambadza zvamaiitirana muchadanana Muchizvi-recorder mumabedroom Saka iwewe, why did you block my number? Ndakayedza kudzifonera dzichiramba Ndaizviziva hatichatamba Asi haunga-saver number dzangu kuti, "Plumber"" Better ubvunze ex, "Why uri zii?" Why? Why? Kana kumbonditiwo, "Hesi." Nhai chii? Why? Why? Hongu takatukana-tukana (why?) Ndokubva tabukana-bukana (why?) Ngatizivei tikawana mukana Chisingaperi muhupenyu hapana Chingomutiwo, "Ari sei munhu wako?" Handina kutombokuvenga iwe zvako Kudhara takaita mafight, but tava right Ndakangokurambira hunhu hwako Asi chii nhai ex? Ko, kuzongoti zii, why ex? Ndakapedzesera kukunyorera zibook ukasa-replya Did you see my text? Hurisei hutano, ari sei maworks? Chinonzi chinokanganwa idemo here, axe? Let's just be friends dze-opposite sex Pamwe zvino-laster, let's try it first Chenjera kuzvivhiringira life yako nekuda kubhowa ma-ex Unenge uchapera mari nemabhanduru Uchida kubhowa ma-ex Ita move on (move on) Bvunza why Kuramba uri zii ndicho chi-guy Ita move on (move on) Bvunza why Zvekufinhurana zvinozotipei nhai? Better ubvunze ex, "Why uri zii?" Why? Why? Kana kumbonditiwo, "Hesi." Nhai chii? Why? Why? Hongu takatukana-tukana (why?) Ndokubva tabukana-bukana (why?) Ngatizivei tikawana mukana Chisingaperi muhupenyu hapana Seiko kuda kubhohwa ma-ex? Why? Why? Why uchida kubhowa ma-ex? Why? Why? Oh oh, oh Oh oh, oh
Lyrics powered by www.musixmatch.com
Get up to 2 months free of Apple Music
instagramSharePathic_arrow_out