Top Songs By Dorcas Moyo
Similar Songs
Credits
COMPOSITION & LYRICS
Dorcas Moyo
Songwriter
Lyrics
Cook Beats Reproductions
Izwi rinonzwikwa paRama rizere kuungudza nekuchema
Racheri wachema, kuchemera vana vake
Iye wachema, wachemera vana vake
Waramba kunyaradzwa, wachemera vana
Nhai Mwari-we tamirira mhinduro
Hiiii nhai Mwari tamirira imi
Tinoendepi hiii zvakadai
Hura hwarwadza Mwari-we
Hura hwaradza
Yaparara
(Tinochema, tinoungudza)
Vana zvipo zvinobva kwamuri(Vana zvipo zvinobva kwamuri)
Tovadzorera kwamuri Mwari-we(Tovadzorera kwamuri Mwari-we)
Tovadzorera kwamuri Jeso(Tovadzorera kwamuri Jeso)
Vana vamakatipa zviri zvidadiso
Ndine murangariro kuti ramangwana rake rakajeka
Miviri yaparara nezvinodhaka
Yaparara
Hatichina pwere, majaya kana mhandara
Dzese dzava nharadada nezvinodhaka
Dzimwe dzava nhubu havachateerere
Tachema senyika imi tinzweiwo Mwari-we
Ramangwana remubereki riri muvana vake
Mubereki webenzi haana mufaro
Pwere dzaparara nezvinodhaka
Taparara
Tachema senyika imi(Tinochema, tinoungudza)
Huyai Mwari-we(Vana zvipo zvinobva kwamuri)
Huyai Jeso(Tovadzorera kwamuri Mwari-we)
Tibatsirei Mwari-we(Tovadzorera kwamuri Jeso)
Hiye heyi(Hiye heyi)
Hiye heyi(Eyi eyi)
Hiye heyi(Hiye heyi)
Hiye heyi(Eyi eyi)
Hiye heyi(Hiye heyi)
Hiye heyi(Eyi eyi)
Hiye heyi(Hiye heyi)
Hiye heyi(Eyi eyi)
Hiye heyi(Hiye heyi)
Hiye heyi(Eyi eyi)
Hiye heyi(Hiye heyi)
Hiye heyi(Eyi eyi)
Hiye heyi(Hiye heyi)
Hiye heyi(Eyi eyi)
Hiye heyi(Hiye heyi)
Hiye heyi(Eyi eyi)
Tachema senyika imi(Tinochema, tinoungudza)
Huyai Mwari-we(Vana zvipo zvinobva kwamuri)
Huyai Jeso(Tovadzorera kwamuri Mwari-we)
Tibatsirei Mwari-we(Tovadzorera kwamuri Jeso)
Hiye heyi(Hiye heyi)
Hiye heyi(Eyi eyi)
Hiye heyi(Hiye heyi)
Hiye heyi(Eyi eyi)
Hiye heyi(Hiye heyi)
Hiye heyi(Eyi eyi)
Hiye heyi(Hiye heyi)
Hiye heyi(Eyi eyi)
Lyrics powered by www.musixmatch.com