Featured In

Credits

PERFORMING ARTISTS
Nox
Nox
Performer
Andy Muridzo
Andy Muridzo
Performer
COMPOSITION & LYRICS
Nox
Nox
Composer
PRODUCTION & ENGINEERING
Nox
Nox
Mixing Engineer
Tyfah Guni
Tyfah Guni
Producer

Lyrics

Ice and Roses (baby) On my own On my own Said I'm better off on my own On my own On my own (Said I'm better off on my own) Musanditaurire nezverudo Itai mega, ndoda kugara ndiri one Shuwa, shuwa ndakazvarwa ndiri one Saka ndochimhanya ndiri one Madhiri ese ndakupinda ndiri one Kufara kusuwa ndiri one, ey Skiri rekuudzirwa ndakaripinda sei? Hariko, hariko, izvi hazviko Asi chinhu chakanaka chinodiwa nevanhu mawanane Kana muchinwisisana, uye muchibatsirana Así manje zvaakukanganisa zvinhu zvandaida Hona zvaakubharangidza zvandange ndakaronga, oh yeah! Ndiri ndega zviri nane (pafeya ndiri ndega zvirinane) Pasave nemumwe anondifungira, anondidhomokera! Musanditaurire nezverudo Itai mega, ndoda kugara ndiri one Shuwa, shuwa ndakazvarwa ndiri one Saka ndochimhanya ndiri one Madhiri ese ndakupinda ndiri one Kufara kusuwa ndiri one (oh na-na-na) Hear me, ooh Nhai kwaziwai mhanduwe, ndabva kuUzumba kure, kure Kuchemera mwana wenyu ndiye, anondibata namambure Pazvairema Nzou wee, ndaimira mira kani huwee Matsambaratafuta kumambuwe, kudakara moyo wati bodo! Bodo moyo wati bodo, kudakara moyo wati bodo! Bodo, bodo mhanduwe (haako) Ini rega ndiri zvindibve, hakata dzati hungwe Zvimwe hazvivhunzwe, eh, eh Musanditaurire (musanditaurire yeh) nezverudo Itai mega ndakugara ndiri one Shuwa, shuwa ndakazvarwa ndiri one Saka ndochimhanya ndiri one Madhiri ese ndakupinda ndiri one Kufara kusuwa ndiri one Musanditaurire (yeh) nezverudo Itai mega ndakugara ndiri one Shuwa, shuwa ndakazvarwa ndiri one Saka ndochimhanya ndiri one Madhiri ese ndakupinda ndiri one Kufara kusuwa ndiri one (Itai mega) itai mega mhanduwe Said I'm better off on my own On my own, on my own I'm better off on my own On my own yeah, yeah I'm better off on my own (I'm better off on my own, on my own) (I'm better off on my own) It's Nox on the quality (Better off on my own)
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out