Lyrics

Ah Yeah Yaive kwire dzike back and forth semuzerere Till madana mukati mwana huya nditevere Mukandisesekedza nemweya saDhuterere Kungofunga kwamandibvisa zvapa muviri umerere Ndiri pamupata vakandibata vaiti ndakapata Vachinditsikirira sepatapata rekwaBata Makandibvuta hupenyu hwangu bvamahuzora butter Ropafadzo yenyu yaita vavengi vese vanzwe bhata Suwo makavhura mukana ikaita chipata pata Nyasha dzikageza jambwa nerushava shava Kusimudza ruoko rwenyu mhandu dzikati kata kata Gomborero svinu raita vagaye ndirikujata jata WaJoze Munoshanda 24/7 semoyo Makandirindira makandirindira Munoshanda 24/7 semoyo Makandichengeta makandisvinurira Mbiri yose ndeyenyu Ndeyenyu ndeyenyu Ahh Im not clever kusatora mutoriro Nenyasha dzakadai ndaienda nepiko Munondibata nehunyanzvi kunge mbira dzenharira hapana pandarira nenhamo makatarira Munondidadisa Vavengi vese makapfavisa Vanondigara matare makanyadzisa Ndaive husiku hutatu now ndapatika Hhhaaa Munondibata nice Munondipa vibe You paid the price My future is bright Rudo rwacho rwakadzika kunge tsime ndoita chamunyurududu kunge Tea bag Munoshanda 24/7 semoyo Makandirindira makandirindira Ahaa Munoshanda 24/7 semoyo muchengeti Makandichengeta makandisvinurira Mbiri yose ndeyenyu Ndeyenyu ndeyenyu Ahh Panodzimba ndongoti murapi huyai Zvichifaya kurwadza kudzwai Kurwa kana kusarwa muri Mwari Mbiri kwamuri nekuti muri Mwari Munorindira neruzhowa rwemoto Ndiri mwana wemoto Handitembi nezvibhagera nematombo Minamato inosvika handidi sadombo Munoshanda 24/7 semoyo Makandirindira makandirindira Munoshanda 24/7 semoyo Makandichengeta makandisvinurira Mbiri yose ndeyenyu ndeyenyu Ndeyenyu ndeyenyu Ndeyenyu Munondirindira
Writer(s): Wellington Masawi Lyrics powered by www.musixmatch.com
Get up to 2 months free of Apple Music
instagramSharePathic_arrow_out