Listen to Bluetick (feat. Freeman HKD) by ExQ

Bluetick (feat. Freeman HKD)

ExQ

Afro-Beat

728 Shazams

Lyrics

ExQ pon the mic Freeman pon the mic Tamuka pon the beat Sly, munhu wangu arikutsomwa nemaguys (huh?) Ndiwe mumwe wangu, tsiura ma gyalis (masmall mdara) Ngapasawane anopinda pakati Nyangwe zvikadii You know about me, you know everything Nyangwe zvikavadhinha Vachauya kwauri vachiti kadhiri Gara wabuda mazviri Pasawane anopinda pakati Isa cement nezvidhinha Babe, vamwe vachauya ne agenda Ukada kungovapa mukana, unoyenda Isa bluetick, vamwe magroupie Saka kana tayenda tinenge tayenda Pakuda finesse, pakuda chebanter Ukangodaro havagone kudefender Isa bluetick, love haidi groupie Saka kana tayenda tinenge tayenda Chakanaka chinodiwa nemunhu wese Hapana asingakudewo Chero chawada ndinokupa nemoyo wese Chii chandisingakupewo? Vese vachakupfimba, blueticka Vachaka kukukumbira, blueticka Vachaedza kukusofta, edza kukucoxa Edza kukumonza asi blueticka Vese vachakupfimba, blueticka Vachaka kukukumbira, blueticka Vachaedza kukusofta, edza kukucoxa Edza kukumonza asi blueticka Ibopoto, babe, ibopoto Kudanana ne celeb yenge hondo Problem yavo iri papi? Vaudze kuti uri chimoko chaPapi Ikoko, tichasvika ikoko Rudo rwedu harwusi rwemukoto Mhm, problem yavo iri papi? Havadi kuona wakambundirwa naSly Havadi kungoona, siya zvakadaro Vakuda kubata, vakuda kujegera Vakuda hukama, manje ndovapedzera Futi ndine mheni, zvamanje ndovasendera Chakanaka chinodiwa nemunhu wese Hapana asingakudewo Chero chawada ndinokupa nemoyo wese Chii chandisingakupewo? Vese vachakupfimba, blueticka Vachaka kukukumbira, blueticka Vachaedza kukusofta, edza kukucoxa Edza kukumonza asi blueticka Vese vachakupfimba, blueticka Vachaka kukukumbira, blueticka Vachaedza kukusofta, edza kukucoxa Edza kukumonza asi blueticka Don't mind them, don't mind them, blueticka Don't pay them no attension, blueticka Mr. Putiti with the Gyalis King Tamuka, the magic show them, blueticka Don't mind them, don't mind them, blueticka Don't pay them no attension, blueticka Mr. Putiti with the Gyalis King Ah, Tamuka, blueticka Taneta nanaMurondatsimba ivava ExQ, taneta nanaMurondatsimba ivava
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out