Top Songs By Bryan K
Similar Songs
Credits
COMPOSITION & LYRICS
Bryan Kadengu
Songwriter
Thamsanqa Moyo
Songwriter
Freedom Chimudzeka
Songwriter
Lyrics
Ndatsvaga tsvaga kwose, hakuna akaita semi
Hakuna akaita semi, hakuna
Ndatenderera kwose, hakuna akaita semi
Hakuna akaita semi, hakuna
Ndafamba famba kwose, hakuna akaita semi
Hakuna akaita semi, hakuna
Ndafamba famba kwose, hakuna akaita semi
Hakuna akaita semi, hakuna
I've been looking so honestly
None can compare, Your Majesty
No one like You Lord, none in this whole world
Hakuna mumwe akaita semi
Saka ndichikudai nemoyo wangu wose
You never left me whenever I was broken
You will listen with your arms wide open, with Your arms wide open
Hukuru hwenyu Mwari, I can't describe it
Hukuru hwenyu Mwari, I can't imagine
Ndatsvaga ndashaiwa
Your love is bigger love, is greater
Ndafamba famba ndichiona
Pasi rose hakuna, yeah
Ndatsvaga tsvaga kwose, hakuna akaita semi (hakuna)
Hakuna akaita semi, hakuna
Ndatenderera kwose, hakuna akaita semi
Hakuna akaita semi, hakuna
Ndafamba famba kwose, hakuna akaita semi
Hakuna akaita semi, hakuna
Ndafamba famba kwose, hakuna akaita semi
Hakuna akaita semi, hakuna
Chero zvakamira, Mambo Tenzi munouya munovhura nzira
Hamumbofuratira
Chero vanouya nekuseri, munongondichengetedza nekusingaperi
Chero zvakamira, Mambo Tenzi munouya munovhura nzira
Hamumbofuratira
Chero vanouya nekuseri, munongondichengetedza nekusingaperi
Ndatsvaga ini
Ndatsvaga imi
Hakuna, hakuna akaita semi (akaita semi)
Ndatsvagaka ini
Hakuna, hakuna akaita semi
I'm on a vibe see
Ndina Jesu, I was lost but he found me
Now I'm walking in the valley of the shadow of death
It cannot touch me
Blessed is the man on a search to seek his loving
Ndafamba, ndatsvaga, ndashaya hakuna akaita semi
Manna mapakura, I was really hungry
Needed food for the soul mukauya mukandipa
Now im good ndiri bho
Ndatsvaga ndashaiwa
Your love is bigger, love is greater
Ndafamba-famba ndichiona
Ndichiona, ndichiona, yeah
Ndatsvaga ndashaiwa
Your love is bigger, love is greater
Ndafamba famba ndichiona
Pasi rose hakuna
Ndatsvaga tsvaga kwose, hakuna akaita semi (hakuna)
Hakuna akaita semi, hakuna (no, hakuna)
Ndatenderera kwose, hakuna akaita semi
Hakuna akaita semi, hakuna
Ndafamba famba kwose, hakuna akaita semi
Hakuna akaita semi, hakuna
Ndafamba famba kwose, hakuna akaita semi
Hakuna akaita semi, hakuna
Ndatsvaga tsvaga kwose, hakuna akaita semi
Hakuna akaita semi, hakuna
Ndatenderera kwose, hakuna akaita semi
Hakuna akaita semi, hakuna
Writer(s): Bryan Kadengu, Freedom Chimudzeka, Thamsanqa Moyo
Lyrics powered by www.musixmatch.com