Lyrics

(Joseph akarongerwa zvakaipa nehama dzake) Ah (Chavasina kuziva ndechekuti akanga aine the anointing of God) Ability Xtension (Zvese zvavarikuda kuti zviitike kwauri ikoko, ndinoti go back to sender) Ah, ah, 9 to Handisati ndatanga, handisati ndatanga (-tanga) Handisati ndatanga, handisati ndatanga (-tanga) Akawanda maplan, akawanda maplan Akawanda maplan, ichiri warm up Handisati ndatanga, handisati ndatanga (-tanga) Handisati ndatanga, handisati ndatanga (-tanga) Akawanda maplan, akawanda maplan Akawanda maplan, ichiri warm up Ndaramba hazvikoni Hazvidzime, zvoramba zviri on Hona Ishe vane ngoni Zvakawanda zviri loading Ndaramba hazvikoni Hazvidzime, zvoramba zviri on Hona Musiki ane ngoni Zvakawanda zviri loading (Pullup, pullup, pullup) Hamundikwanise, mhm Hamundikwanise, mhm Muriku-judger mhumhu Muriku-judger mhumhu, mhm Hamundikwanise, mhm Hamundikwanise, mhm Muriku-judger mhumhu Muriku-judger mhumhu Vanoda kuti ndibate lose (lose) But, handibate lose (lose) Zvinongoda attitude (-tude) Ndoramba ndiri cool (cool) 'Cause hapana ane clue Kuti mwana wani uyu Ndiri mwana waJehovah, God We done tell'em again No, no, no Hapana pandokundika mulife Nothing can take me down No, no, no Man, I'm movin' with the grace of the Lord I'm ready when I'm ready, yow No, no, no Ndiri mwana waJehovah, you can't take me down No, no, no Ndiri mwana waJehovah, yeah, I tell you Hamundikwanise, mhm Hamundikwanise, mhm Muriku-judger mhumhu Muriku-judger mhumhu, mhm Hamundikwanise, mhm Hamundikwanise, mhm Muriku-judger mhumhu Muriku-judger mhumhu Handisati ndatanga, handisati ndatanga (-tanga) Handisati ndatanga, handisati ndatanga (-tanga) Akawanda maplan, akawanda maplan Akawanda maplan, ichiri warm up Handisati ndatanga, handisati ndatanga (-tanga) Handisati ndatanga, handisati ndatanga (-tanga) Akawanda maplan, akawanda maplan Akawanda maplan, ichiri warm up Ndaramba hazvikoni Hazvidzime, zvoramba zviri on Hona Ishe vane ngoni Zvakawanda zviri loading Ndaramba hazvikoni Hazvidzime, zvoramba zviri on Hona Musiki ane ngoni Zvakawanda zviri loading (Pullup, pullup, pullup) Hamundikwanise, mhm Hamundikwanise, mhm Muriku-judger mhumhu Muriku-judger mhumhu, mhm Hamundikwanise, mhm Hamundikwanise, mhm Muriku-judger mhumhu Muriku-judger mhumhu (Pablo) Yow, Pablo, Infinity You know how di ting aguh already Dem can't stop me I'm unstoppable Worldwide
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out