Lyrics

Kana vanhu vangu vanodanwa nezita rangu Vakazvininipisa, vakasiya zvakaipa Vakatsvaga chiso changu, vakanamata Ipapo ndiri kudenga ndichanzwa kuchema kwavo Ndichapodza nyika yavo, ndichavaregerera Ndichapodza nyika yavo, ndichavaregerera Kana vanhu vangu vanodanwa nezita rangu Vakazvininipisa, vakasiya zvakaipa Vakatsvaga chiso changu, vakanamata Ipapo ndiri kudenga ndichanzwa kuchema kwavo Ndichapodza nyika yavo, ndichavaregerera Ndichapodza nyika yavo, ndichavaregerera Amen Kana vanhu vangu vanodanwa nezita rangu Vakazvininipisa, vakasiya zvakaipa Vakatsvaga chiso changu, vakanamata Ipapo ndiri kudenga ndichanzwa kuchema kwavo Ndichapodza nyika yavo, ndichavaregerera Ndichapodza nyika yavo, ndichavaregerera Mwana wamai vangu Mwari waunoramba Mwana wamai vangu ndiIshe anorarama uyu Mwana wamai vangu Jehovha wawakarasa Mwana wamai vangu ndiIshe anorarama uyu Wakaramba Jehovah, ukada zvenyika ino Wakamuramba Jesu, ukada mifananidzo Wakasiya Jehovah, ukada zvenyika ino Wakaramba Jehovah, ukada mifananidzo Tokukumbirai Jehovah mutipfurise Tokukumbirai Mambo dzikai muti tendeutse Tokukumbirai Jehovah sanganai nesu Tokukumbirai Mambo huyai mutitendeutse Baba chiuya Mambo, Baba chiuya Baba Chiuya Mambo, chiuya Baba Chiuya Mambo, chiuya Baba Chiuya Mambo, chiuya Baba Chiuya Mambo, chiuya Baba Chiuya Mambo, chiuya Baba Amen
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out