Lyrics

Honai ruva reChitekete chaamai nababa pari, zvino vatadza kurara nekufunga iwe, Chitekete Honai ruva reChitekete chamai nababa, pari zvino vatadza kurara nekufunga iwe, Chitekete Honai ruva reChitekete watondipa musengwa handichakwanisa kufunga kana kurara Honai ruva reChitekete watondipa musengwa handichakwanisa kufunga kana kurara Pauri pane dandemutande pane tsotso rinobaya zvandisina shangu ndokutoraseiko? Pauri pane dandemutande pane tsotso rinobaya zvandisina shangu ndokutoraseiko? Ndashaya maitiro, ndashaya madhonzero, ndashaya chandingakupe kuti ndive newe Ndashaya maitiro, ndashaya madhonzero, ndashaya chandingakupe kuti ndive newe Honai ruva reChitekete chaamai nababa pari zvino vatadza kurara nekufunga iwe, Chitekete Honai ruva reChitekete chamai nababa pari zvino vatadza kurara nekufunga iwe, Chitekete Honai ruva reChitekete watondipa musengwa handichakwanisa kufunga kana kurara Honai ruva reChitekete watondipa musengwa handichakwanisa kufunga kana kurara Pauri pane dandemutande, pane tsotso rinobaya, zvandisina shangu ndokutoraseiko? Pauri pane dandemutande, pane tsotso rinobaya, zvandisina shangu ndokutoraseiko? Ndashaya maitiro, ndashaya madhonzero, ndashaya chandingakupe kuti ndive newe Ndashaya maitiro, ndashaya madhonzero, ndashaya chandingakupe kuti ndive newe Ohoo oh ndoriwanepiko simba kuti ave wangu? Ohoo oh ndoriwanepiko simba kuti ave wangu? Ohoo oh ndoriwanepiko simba mwana uya ndinomuda? Ohoo oh ndoriwanepiko simba mwana uya ndinomuda? Ohoo oh ndoriwanepiko simba kuti ndimuroore? Ohoo oh ndoriwanepiko simba kuti ndimuroore? Ave muroora wamai, muroora wamai Ave muroora wamai, muroora wamai Ave muroora wamai, muroora wamai Kudzai muroora wamai, muroora wamai Kudzai muroora wamai, muroora wamai Kudzai muroora wamai, muroora wamai Kudzai muroora wamai, muroora wamai Kudzai muroora wamai, muroora wamai Kudzai muroora wamai, muroora wamai Kudzai muroora wamai, muroora wamai Kudzai muroo-
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out