Lyrics

Ndomutenda changara Mwari baba ndovakaita azouya pedyo neni Ndanga ndatoparara Vehukama vese vanga vatondikanganwa aaaha Conquring shumba ndinotauraah Nhasi chimbo changu ndinoshauraah Batai baba ba ba ba Hauite hauite Vavengi vangu veseka nhasi vanonyara Nekuti chimbo chemoyo wangu ndazonyora Vakanyira paye pavakadyira Nekuti vakakura vachingondikanyira Nhamo urimbo inonamirira Ndanga ndakamira nguva yangu yasvika Pese pacho pandinenge ndatsika Chaputikaa kana ndasvikaah Zvaingonzi zvabiwa ndini ndainzi ndaba Zvaingonzi zvadyiwa ndini ndainzi ndadya Aingonzi apihwa ndini ndainzi ndapa Paingonzi pafiwa ndini ndainzi ndafa Asi nhasi Nhasi uno, nhasi uno Ndini ndini ndini ndini ndini Ndasi uno ndiniiih Ndiniih Ndini uya uya Ndini uya uya wamaigara muchingonditi imboko Ndini uya uya ndini uya uya wamaigara muchingotuka nemashoko Ndini uya uya Ndini uya uya wamaigara muchingonditi imboko Ndini uya uya Ndini uya uya Nhasi uno ma nhasi uno Hameno chakaita kuti vandirambe Vaingoti mwana uyu irombe Hupenyu hwangu inika hwusingafambe Ndichirwara Nhasi rega ndisimbe Asika vsingonditi haaana chaanogona Vese vachingoti uyu tatomukona Asi ndaingosimbiswa namukoma Ramba uchingorova ako mangoma Vainditumandichienda ndisingakome Ende nhasi uno tarisa uone Chavanga vakarasa chiya, tarisa uone wavanga wakakanganwa ndini Ndini ndini ndini ndini ndini ndiniii Ndiniiii ndini ndini Ndini uya uya Ndini uya uya wamaigara muchingonditi imboko Ndini uya uya ndini uya uya wamaigara muchingotuka nemashoko Ndini uya uya Ndini uya uya wamaigara muchingonditi imboko Ndini uya uya Ndini uya uya Nhasi uno ma nhasi uno Panga pasina aimbozvipa kuti ndaswera sei Kana kuti ini ndicharara sei Kuna kuti futi ndichagara sei Ndichafara sei, Ndichafara sei ti hameno ikoko Vese vachingoti anenge mboko Muchinatsurudza enyu mashoko vachingotaura hameno ikoko Nhasi ndozvisimbisa hapana anondipikisa, handife ndichavarwisa hapana anondityisa Hapana anondirwisa hapana anondishandisa hapana anondi Eeih na bad are dem Ndovatenda ivo nyadenga Kwese kwandichaenda Hauite hauite Handikanganwe ndichingovatenda Ndichingovatenda Kumberi ndichaenda Hazvife zvakabhenda Ndini ainzi mbavha Ndini ainzi anoba Aiinzi tsotsi(ndini) Ndichinzi rombe (ndini) Ndichinzi muroyi (ndini) Ndichinzi zvese zvakaipa ndini Ndichinzi uya uya Anenge Anenge Itsotsi Anoba Anenge muroyi Inenge pfambi Haana chaainacho Vaingonditaura Vaingonditaura Asi ndakayaura ndokuramba ndakashingirira ini Ndokuramba ndakashinga pasina kana chinondipinga ndichingo Enda ndichingopinda Pavai handimbopinda Asi ndichishinga Ndaingoshanda PTK Vaudze tichabudira kuUK Ehe Conquring Full bar and catering
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out