Lyrics

Vaneni, vaneni Haiwa-iwa Vaneni, vaneni Haiwa-iwa Vaneni, vaneni Dai ndakaziva haitungamire (haitungamire) Dai ndakatokuudza kare (kuti ndaida iwe) Dai ndakaziva haitungamire (haitungamire) Dai ndakatokuudza kare (kuti ndaida iwe) Ah-ha-ha (dai ndakakuudza kare) Ah-ha-ha (kuti ndaida iwe) Chiiko chawakandipa? (Chaita ndipenge) Chiiko chawakandiudza? (Handichakanganwe) Chipo, Chipo, Chipo ndiwe chido chemoyo Chipo, Chipo, Chipo ndiwe chido chemoyo wangu Ah-ha-ha Ah-ha-ha Dai ndakakuudza kare Dai ndakakuudza kare Dai ndakakuudza kare kuti ndaida iwe Dai ndakakuudza kare Dai ndakakuudza kare Dai ndakakuudza kare kuti ndaida iwe Chiiko chawakandipa? (Chaita ndipenge) Chiiko chawakandiudza? (Handichakanganwe) Chipo, Chipo, Chipo ndiwe chido chemoyo Chipo, Chipo, Chipo ndiwe chido chemoyo wangu
Writer(s): Massimo Marchisio Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out