Lyrics

Vakomana ndakanga ndachona Ndanga ndachona paAzania Mai nababa handichavaziva Ndakavasiya kare karewo Ndakaendako ndisina mhuri Nhasi ndadzoka ndaanemhuri Vakomana ndakaenda kare Nhasi uno ndafunga kumusha Vanun'una ndanga ndakanganwa Hanzvadzi dzangu handichadziziva Ndakavaona kare karewo Vakomana makaite basa Vakomana makaite basa Vakomana makatore nyika Vakomana makatore nyika Kwedu kure handaikusvika vakomana imi Kwedu kure handaikusvika Ndatosvikako mvura yanaya vakomana Mukoma Jerry, mangwana kumusha Mukoma Jerry, mangwana kumusha Mukoma Jerry, mangwana kumusha Mukoma Jerry, mangwana kumusha Mukoma Jerry, mangwana kumusha Mangwana kumusha Mangwana kumusha Mangwana kumusha Amai nababa musandicheme Amai nababa musandicheme Amai nababa musandicheme Amai nababa musandicheme Amai nababa ndiri kuuya Ndiri kuuya Ndiri kuuya Ndiri kuuya Ndiri kuuya Mukadzi nevana ndavataurira Mukadzi nevana ndavataurira Mhuri yangu yose ndaitaurira Mhuri yangu yose ndaitaurira Mhuri yangu yose ndaitaurira Mhuri yangu yose tiri kuenda Tiri kuenda Tiri kuenda Tiri kuenda Tiri kuenda Pee, chitima icho, kubva Jubheki naMuchoni Wanga vachona mwana uyu Inzwa unzwe kuchema kuri kuita amai pamba Kupururudza mupururu Wauya Muchoni, wauya Muchoni Pururudzai wauya Muchoni Wanga wachona mwana wangu Wanga wachona, wauya nemhuri yake Muchoni Batai huku Muchoni wauya, batai huku wauya Muchoni Pemberai, wanga wachona mwana wangu Pemberai Muchoni wauya Pururudzai wauya Muchoni Ndiri kuuya Ndiri kuuya Tiri kuuya Tiri kuuya Tiri kuuya Tiri kuuya Tiri kuuya Tiri kuuya Tiri kuuya Tiri kuuya Tiri kuuya Tiri kuuya Tiri kuuya Wanga wachona mwana wangu Wauya Muchoni, farai kani vasikana Muchoni wauya, wauya nemhuri yake Muchoni Wanga wachona Muchoni, pururudzai wauya Muchoni kani Batai huku Muchoni wauya Wauya Muchoni, wauya mwana wangu Wauya nemhuri yake Muchoni Wanga wachona Muchoni
Writer(s): Thomas Mapfumo Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out