Lyrics

Zvakawanda zvatinosha tichishanda nesimba Asika tinokona kushandira mweya waMwari Zvakawanda zvatinosha tichishanda nesimba Asika tinokona kushandira mweya waMwari Zvakawanda zvatinobata tichibata nerudo Asika tinokona kubatira mweya waMwari Iwoyu (mweya uyo) iwoyu (mweya waMwari) Iwoyu (mweya uyo) iwoyu (mweya waMwari) Iwoyu (mweya uyo) Tishandire mweya waMwari Musi watinofa, chinosara pano inyama Chinoenda kudenga mweya waMwari Musi watinofa, chinosara pano inyama Chinoenda kudenga mweya waMwari Iwoyu (mweya uyo) iwoyu (mweya waMwari) Iwoyu (mweya uyo) iwoyu (mweya waMwari) Iwoyu (mweya uyo) Tishandire mweya waMwari Vakawanda vandinoona vanoda utambure Asika havakone kushandisa mweya waMwari Pane uyo wandinoona anoda utambure Asika havakone kushandisa mweya waMwari Musi waanofa, chinosara pano inyama Chinoenda kudenga mweya waMwari Iwoyu (mweya uyo) iwoyu (mweya waMwari) Iwoyu (mweya uyo) iwoyu (mweya waMwari) Iwoyu (mweya uyo) iwoyu (mweya waMwari) Tamirira mweya waMwari huya utisunungure (tamirira rudo) Tamirira mweya (tamirira rudo) waMwari huya utisiungure (tamirira rudo) Mweya waMwari (tamirira rudo) huya utisunungure (tamirira rudo) Mweya waMwari (tamirira rudo) huya utisunungure (tamirira rudo) Simba rako Mwari (tamirira rudo) huya utigovere (tamirira rudo) Simba rako Mwari (tamirira rudo) huya utigovere (tamirira rudo) Tsitsi dzenyu Mwari (tamirira rudo) huya mutisunungure (tamirira rudo) Tamirira rudo rwako (tamirira rudo) huya utisunungure (tamirira rudo) Tamirira rudo rwako (tamirira rudo) huya utisunungure (tamirira rudo) Mweya waMwari (tamirira rudo) huya utisunungure (tamirira rudo) Mweya waMwari (tamirira rudo) huya utisunungure (tamirira rudo) Tsitsi dzenyu Mwari (tamirira rudo) huyai mutisunungure (tamirira rudo) Halo halo (ndiDhehwa) Halo halo halo halo (ndiDhehwa) Halo halo simuka (ndiDhehwa) yeyeye (Haa kablaz kane nharo aka) Waona ma-proba ma-babe, ma-lovie, ma-sweetie vese varikufara Dhehwa yoyoyo, Dhehwa yeyeye Dhehwa yeyeye, Dhehwa yoyoyo Farai Ferenga best engineer Jimmy Jimalo, wamunzwa father plus here Mariana tamba, musana wangu, mufadze vanhu Bushu tamba, musana wangu, mufadze vanhu Nkosi yeee, Suzuki yeee Mavara yeye MacDonald Chapfika Manuel Mbano, Kwekwe Mai Jojo, mai Gumbo Mr Thembo, best muninga Hande naye, hande naye, hande naye Tongai Moyo naye, kunofara naye Hande naye Dhehwa Kunofara naye, Tongai Moyo naye Kunofara naye Zvakawanda zvatinoshanda tichishanda nesimba Asika tinokoniwa kushandira mweya waMwari Zvakawanda zvatinobata tichibata nerudo Asika tinokoniwa kubatira mweya waMwari Musi watinofa, chinosara pano inyama Chinoenda kudenga mweya waMwari Iwoyu (mweya uyo) iwoyu (mweya waMwari) Iwoyu (mweya uyo) iwoyu (mweya waMwari) Iwoyu (mweya uyo) iwoyu (mweya waMwari) Mune simba mumweya waMwari varume, imi yemuraiwo Mune simba mumweya waMwari varume, imi yemuraiwo Kuti nhamo ive shoma, namataiwo, imi yemuraiwo Kuti nhamo ive shoma namataiwo, imi yemuraiwo Pane uyo wandinoona anoda utambure Asika havakone kushandisa mweya waMwari Musi waanofa, chinosara pano inyama Chinoenda kudenga mweya waMwari Iwoyu (mweya uyo) ndiwoyu (mweya waMwari) Iwoyu (mweya uyo) ndiwoyu (mweya waMwari) Iwoyu (mweya uyo) ndiwoyu (mweya waMwari) Tamirira mweya waMwari huya utisunungure (tamirira rudo) Tamirira mweya (tamirira rudo) waMwari huya utisiungure (tamirira rudo) Mweya waMwari (tamirira rudo) huya utisunungure (tamirira rudo) Mweya waMwari (tamirira rudo) huya utisunungure (tamirira rudo) Simba rako Mwari (tamirira rudo) huya utigovere (tamirira rudo) Simba rako Mwari (tamirira rudo) huya utigovere (tamirira rudo) Tsitsi dzenyu Mwari (tamirira rudo) huyai mutisunungure (tamirira rudo) Tamirira rudo rwako (tamirira rudo) huya utisunungure (tamirira rudo) Tamirira rudo rwako (tamirira rudo) huya utisunungure (tamirira rudo) Mweya waMwari (tamirira rudo) huya utisunungure (tamirira rudo) Mweya waMwari (tamirira rudo) huya utisunungure (tamirira rudo) Simba rako Mwari (tamirira rudo) huya utigovere (tamirira rudo)
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out