Lyrics

Ndiyo hondo murima varume-we Tinofarira rima nekuda kwemabasa Ndiyo hondo murima vasikana Tinofarira rima nekuda kwemabasa edu Ndichazokuona manheru kwavira Tinofarira rima nekuda kwemabasa Ndichazokuona manheru kwavira Tinofarira rima nekuda kwemabasa edu Kunyangwe muroyi wani anofamba murima Anofarira rima nekuda kwemabasa Kunyangwe muroyi wani anofamba murima Anofarira rima nekuda kwemabasa ake Kufamba muchiyedza ndizvo zvinodiwa naMwari Tinofarira rima nekuda kwemabasa Kufamba muchiyedza ndizvo zvinodiwa naIshe Tinofarira rima nekuda kwemabasa edu Ndiyo hondo murima varume-we Tinofarira rima nekuda kwemabasa Ndichazokuona manheru kwavira Tinofarira rima nekuda kwemabasa edu Kunyangwe muroyi wani anofamba murima Anofarira rima nekuda kwemabasa ake Kufamba muchiyedza ndizvo zvinodiwa naMwari Tinofarira rima nekuda kwemabasa Kufamba muchiyedza ndizvo zvinodiwa naIshe Tinofarira rima nekuda kwemabasa edu Mabasa iwayo, mutosvori, hehehe Mhosva inosvika wani (ndati ndinosvika) Neiyoyi inosvika wani (ndati ndinosvika) Mutosvori ndinosvika wani (ndati ndinosvika) Baba Lawi ndinosvika wani (ndati ndinosvika) Choga tinosvika wani (ndati ndinosvika) Mukumba tinosvika wani (ndati ndinosvika) Shumba tinosvika wani (ndati ndinosvika) Nadhosi tinosvika wani (ndati ndinosvika) Chihera tinosvika wani (ndati ndinosvika) NaDhehwa tinosvika wani (ndati ndinosvika) Mhosva tinosvika wani (ndati ndinosvika) Vherere tinosvika wani (ndati ndinosvika) Gwanya tinosvika wani (ndati ndinosvika) Matsunge tinosvika wani (ndati ndinosvika) NaTimi tinosvika wani (ndati ndinosvika) Baba Lawi tinosvika wani (ndati ndinosvika) Mukumba tinosvika wani (ndati ndinosvika) Shumba inosvika wani (ndati ndinosvika) Simbambo tinosvika wani (ndati ndinosvika) Chihera tinosvika wani (ndati ndinosvika) NaDhehwa tinosvika wani (ndati ndinosvika) Sisi, toita basa, hehehe, eeh Machinda akakwanisa kusunga mvura kuti isanaya But zuva vakakonewa NaJesu tinosvika chete Baba Kari, baba Kari famba gitare vanhu vatambe Zi zi zi zi zi Hehehe, toita izvozvo, Tsuro
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out