Top Songs By Tongai Moyo & Utakataka Express
Similar Songs
Credits
PERFORMING ARTISTS
Tongai Moyo & Utakataka Express
Vocals
COMPOSITION & LYRICS
Tongai Moyo & Utakataka Express
Songwriter
Lyrics
Ndiyo hondo murima varume-we
Tinofarira rima nekuda kwemabasa
Ndiyo hondo murima vasikana
Tinofarira rima nekuda kwemabasa edu
Ndichazokuona manheru kwavira
Tinofarira rima nekuda kwemabasa
Ndichazokuona manheru kwavira
Tinofarira rima nekuda kwemabasa edu
Kunyangwe muroyi wani anofamba murima
Anofarira rima nekuda kwemabasa
Kunyangwe muroyi wani anofamba murima
Anofarira rima nekuda kwemabasa ake
Kufamba muchiyedza ndizvo zvinodiwa naMwari
Tinofarira rima nekuda kwemabasa
Kufamba muchiyedza ndizvo zvinodiwa naIshe
Tinofarira rima nekuda kwemabasa edu
Ndiyo hondo murima varume-we
Tinofarira rima nekuda kwemabasa
Ndichazokuona manheru kwavira
Tinofarira rima nekuda kwemabasa edu
Kunyangwe muroyi wani anofamba murima
Anofarira rima nekuda kwemabasa ake
Kufamba muchiyedza ndizvo zvinodiwa naMwari
Tinofarira rima nekuda kwemabasa
Kufamba muchiyedza ndizvo zvinodiwa naIshe
Tinofarira rima nekuda kwemabasa edu
Mabasa iwayo, mutosvori, hehehe
Mhosva inosvika wani (ndati ndinosvika)
Neiyoyi inosvika wani (ndati ndinosvika)
Mutosvori ndinosvika wani (ndati ndinosvika)
Baba Lawi ndinosvika wani (ndati ndinosvika)
Choga tinosvika wani (ndati ndinosvika)
Mukumba tinosvika wani (ndati ndinosvika)
Shumba tinosvika wani (ndati ndinosvika)
Nadhosi tinosvika wani (ndati ndinosvika)
Chihera tinosvika wani (ndati ndinosvika)
NaDhehwa tinosvika wani (ndati ndinosvika)
Mhosva tinosvika wani (ndati ndinosvika)
Vherere tinosvika wani (ndati ndinosvika)
Gwanya tinosvika wani (ndati ndinosvika)
Matsunge tinosvika wani (ndati ndinosvika)
NaTimi tinosvika wani (ndati ndinosvika)
Baba Lawi tinosvika wani (ndati ndinosvika)
Mukumba tinosvika wani (ndati ndinosvika)
Shumba inosvika wani (ndati ndinosvika)
Simbambo tinosvika wani (ndati ndinosvika)
Chihera tinosvika wani (ndati ndinosvika)
NaDhehwa tinosvika wani (ndati ndinosvika)
Sisi, toita basa, hehehe, eeh
Machinda akakwanisa kusunga mvura kuti isanaya
But zuva vakakonewa
NaJesu tinosvika chete
Baba Kari, baba Kari famba gitare vanhu vatambe
Zi zi zi zi zi
Hehehe, toita izvozvo, Tsuro
Lyrics powered by www.musixmatch.com