Lyrics

Chakanaka chakanaka chete mukaka haurungwi munyu, unozoshata Chakanaka chakanaka chete mukaka haurungwi munyu, unozoshata Ngatitendei tose musiki nebasa raakaita (kuti tive panyika) Ngatitendei tose musiki nebasa raakaita (kuti tive panyika) Musiki akanaka kusika vose mukadzi nemurume (vakangofanana naiye) Musiki akanaka kusika vose mukadzi nemurume (vakangofanana naiye) Zimbabwe yava sarura ude wako babie (sarura wako anokuda) Zimbabwe yava sarura ude wako wepamoyo (sarura wako anokuda) Munyika muno sarura ude wako babie (anokuda nemoyo wose) Munyika muno sarura ude wako wepamoyo (anokuda nemoyo wese) Mozi ari kuperekedza muchato (ari kuperekedza) Sam ari kuperekedza muchato (ari kuperekedza) George ari kuperekedza muchato (ari kuperekedza) Richie ari kuperekedza muchato (ari kuperekedza) Sami ari kuperekedza muchato (ari kuperekedza) Tumi ari kuperekedza muchato (ari kuperekedza) Musa ari kuperekedza muchato (ari kuperekedza) Ini ndiri kuperekedza muchato Ndiri kuperekedza muchato Ndiri kuperekedza muchato Ndiri kuperekedza muchato Ndiri kuperekedza muchato
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out