Lyrics

Uchiri kuyeuka here zuva reIndependence? Zuva randisingazo kangamwi muupenyu Zuva ratakatarirwa naye musiki Zuva ratakasongana nhai mudiwa Ndiro zuva ratakadanawo mudiwa Ndiro zuva ratakapiwa kuzvitonga Nyika nerudo zuva rimwe mudiwa Rudo rwakadai rungaparare here (shuwa) Ndiro zuva ratakadanawo mudiwa Ndiro zuva ratakapiwa kuzvitonga Nyika nerudo zuva rimwewo mudiwa Rudo rwakadai rungaparare here? Nhayi Gremmah wepamwoyo Nhayi Gremmah wepamwoyo Ndiwe here mudi wemwoyo wangu? Ndiwe here mudi wemwoyo wangu? Ndiwe chete ndazviwona Ndiwe chete ndazviwona Eh! Gremmah wepamwoyo Ndikafunga zuva riyaka mudiwa Iii, mwoyo wangu unozorwadza (haa) Nhasi ndakupiwa (nhasi wave wangu) Nhasi ndakupiwa (nhasi wave wangu) Nhasi ndakutora (nhasi wave wangu) Nhasi ndakutipa (nhasi wave wangu)
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out