Lyrics

Wakandisimudza pandakadonha Ukafara neni pandakagona Ndokutenda seiko Ndokutenda neiko Wakandisimudza pandakadonha Ukafara neni pandakagona Ndokutenda seiko Ndokutenda neiko Handina mashoko akadzama Kana mazwi anoshamisira Angatsanangura Zviri pasi pemwoyo Asi ndinobvuma ndiMwari Atisanganisa panyika pano Kusvika murufu Wakandisimudza pandakadonha Ukafara neni pandakagona Ndokutenda seiko Ndokutenda neiko Wakandisimudza pandakadonha Ukafara neni pandakagona Ndokutenda seiko Ndokutenda neiko Kusatenda huroyi Rega ndikutende nhasi mudiwa Ndokupa maruva ako uchiri mupenyu Nyangwe ndirikure handikanganwe Nguva irebe sei hatirasane Munewe ndawana zvose Shamwari ndiMwari atibatanidza murudo Oooooh Wakandisimudza pandakadonha Ukafara neni pandakagona Ndokutenda seiko Ndokutenda neiko Ndokutenda seiko Seiko seiko
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out