Lyrics

Kana zvikaoma uchangosimuka iwe Uchangosimuka iwe, uchangosimuka iwe Nyangwe ukafara uchangotsamwavo Uchangotsamwa iwe uchangotsamwa iwe Nyangwe ukachema uchangoseka iwe Uchangoseka iwe rimwe zuva uchangosekavo Nyangwe ukatsamwa uchangofaravo Uchangofara iwe rimwe zuva uchangofaravo Ngangwe ukachema uchangosekawo Uchangosekawo rimwe zuva uchangosekawo Kutofamba iwe uchatosimuka iwe Uchatosimuka rimwe zuva uchangosimukawo Kana uri mwana wamambo Uri muranda kumwe iwe iwe Kana une mari uchashayawo Uchaishaya rimwe zuva iwe uchaishayawo Imi munonyima imi Chindiro chinoenda kunobva chimwe Kana ukafara iwe uchangochemawo Uchangochema rimwe zuva uchangochema iwe Kana zvikaoma uchangosimuka iwe Uchangosimuka iwe, uchangosimuka iwe Ngangwe ukachema uchangosekawo Uchangosekawo rimwe zuva uchangosekawo Kana zvikaoma uchangosimuka iwe Uchangosimuka iwe, uchangosimuka iwe Nyangwe ukatsamwa uchangofaravo Uchangofara iwe rimwe zuva uchangofaravo Ngangwe ukachema uchangosekawo Uchangosekawo rimwe zuva uchangosekawo Kutofamba iwe uchatosimuka iwe Uchatosimuka rimwe zuva uchangosimukawo Kana uri mwana wamambo Uri muranda kumwe iwe iwe Nyangwe zvikaoma uchangosimuka iwe Uchangosimuka rimwe zuva uchangosimuka iwe Kana uri muvengi iwe variko vanotamba newe vanokufarira iwe Woye vanonyima ava Havazivi kuti chindiro chinoenda kunobva chimwe Kana zvikaoma uchangosimuka iwe Uchangosimuka rimwe zuva uchangosimuka iwe Kana une mari uchashayawo Uchaishaya rimwe zuva iwe uchaishayawo Imi makangwara muchangopusavo Muchangopusa rimwe zuva muchangopusawo Woye herere
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out