Lyrics

Bodyslam Records PTK ndisu tine connectioni Gore rino toita ma correctioni Uchavaona vaakuita reactioni Tobva taita nhange nedhiri ndina Link Ho, paushamwari vaida kundiita zii Manje ndakazozvi disconnecta Zvese ndakazvi disconnecta, pfavira nje Ndakatadza kutamba navo Kutamba navo Ndakaedza kushanda navo Ndakazoonaka havashandike navo Ndakatadza kutamba navo Kutamba navo Ndakaedza kushanda navo Ndakazoonaka havashandike navo Ihwo ushamwari Hahude zvekumanikidzirana Hunoda muchinyatsowirirana Kwete kuda kuzomakisana Vanhu vaungana dzimwe shamwari dzinodhomoka Maziso evanhu akawanda dzinotanga kuvhomoka Hameno injere here dzinotaika Kana kuti vanenge vachipanika Kudhakwa here, kundimaka here, kusarongeka Kupenga wapanduka here Taura neni tinzwe usatambise nguva Mundima tipinde Ndakatadza kutamba navo Kutamba navo Ndakaedza kushanda navo Ndakazoonaka havashandike navo Ndakatadza kutamba navo Kutamba navo Ndakaedza kushanda navo Ndakazoonaka havashandike navo Madhunyasi ndaka disconnecta Havaihwine kusvika ndava connecta Ndashaya vanhu vecolour ipi Vari kungochinja kunge rwaivhi Kuzvininipisa usafunge ndiri weak Ndogona kungokupindira muchiki Plus handingambodzokera kumadhaka Handichaita zvematakanana, hona, pfavira nje Ndakatadza kutamba navo Kutamba navo Ndakaedza kushanda navo Ndakazoonaka havashandike navo Ndakatadza kutamba navo Kutamba navo Ndakaedza kushanda navo Ndakazoonaka havashandike navo Ihwo ushamwari Hahude zvekumanikidzirana Hunoda muchinyatsowirirana Kwete kuda kuzomakisana Vanhu vaungana dzimwe shamwari dzinodhomoka Maziso evanhu akawanda dzinotanga kuvhomoka Hameno injere here dzinotaika Kana kuti vanenge vachipanika Kudhakwa here, kundimaka here, kusarongeka Kupenga wapanduka here Taura neni tinzwe usatambise nguva Mundima tipinde Ndakatadza kutamba navo Kutamba navo Ndakaedza kushanda navo Ndakazoonaka havashandike navo Ndakatadza kutamba navo Kutamba navo Ndakaedza kushanda navo Ndakazoonaka havashandike navo Madhunyasi ndaka disconnecta Havaihwine kusvika ndava connecta Ndashaya vanhu vecolour ipi Vari kungochinja kunge rwaivhi Kuzvininipisa usafunge ndiri weak Ndogona kungokupindira muchiki Plus handingambodzokera kumadhaka Handichaita zvematakanana, hona Ndakatadza kutamba navo Kutamba navo Ndakaedza kushanda navo Ndakazoonaka havashandike navo Ndakatadza kutamba navo Kutamba navo Ndakaedza kushanda navo Ndakazoonaka havashandike navo Oh-oh-oh Oh-oh-oh Oh-oh-oh Oh-oh-oh-oh
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out