Lyrics

Hot Property Music (aiyere, hmm, aha, aiyere) Ayanaya, Killer T Ndakanga ndati ndiwe uchave mbabvu yangu Ende futi ndiwe uchava mai vangu Nekuti mdiwa wangu ndiri nherera (ah) Saka ukawana nguva uzonditevera (ah) Kudanana kunzwanana mdiwa wanguwe (kudanana kuwirirana) Ndati kudanana kunzwanana mdiwa wanguwe (kudanana kuwirirana) Iko kudanana kunzwanana mdiwa wanguwe (kudanana kuwirirana) Kudanana kunzwanana mdiwa wanguwe (kudanana kuwirirana) Ndinoda kuti upote uchindibvumbamira, nyangwe zvikazonetsa ndinomira-mira Nyangwe ukandichemedza mudiwa handikusiye, handikusiye Nyangwe ukati dhali, dhali, dhali, dhali yo, nyangwe ukangotsamwa, unonyararira Asi rudo rwacho rwandinarwo usarufuratire, furatire Kudanana kunzwanana mdiwa wanguwe (kudanana kuwirirana) Ndati kudanana kunzwanana mdiwa wanguwe (kudanana kuwirirana) Iko kudanana kunzwanana mdiwa wanguwe (kudanana kuwirirana) Kudanana kunzwanana mdiwa wanguwe (kudanana kuwirirana) Ho, vese vane shanje mudiwa wangu handivateerere Vese vane godo mudiwa wangu handivateerere Ndikabata mukana, mudiwa wangu ndoushandisa Nekuti dzimwe nguva, nguva dzacho zvinombomhanyisa Ndoku-truster sei mudiwa wangu usandirasisa mudiwa wangu aiyere Kudanana kunzwanana mdiwa wanguwe (kudanana kuwirirana) Ndati kudanana kunzwanana mdiwa wanguwe (kudanana kuwirirana) Iko kudanana kunzwanana mdiwa wanguwe (kudanana kuwirirana) Kudanana kunzwanana mdiwa wanguwe (kudanana kuwirirana) Ndinoda kuti upote uchindibvumbamira, nyangwe zvikazonetsa ndinomira-mira Nyangwe ukandichemedza mudiwa handikusiye, handikusiye Ndakanga ndati ndiwe uchave mbabvu yangu, ende futi ndiwe uchava mai vangu Nekuti mdiwa wangu ndiri nherera (ah) saka ukawana nguva uzonditevera (ah) Kudanana kunzwanana mdiwa wanguwe (kudanana kuwirirana) Ndati kudanana kunzwanana mdiwa wanguwe (kudanana kuwirirana) Iko kudanana kunzwanana mdiwa wanguwe (kudanana kuwirirana) Kudanana kunzwanana mdiwa wanguwe (kudanana kuwirirana) Aiyerere (kudanana kuwirirana) Aiyerere (kudanana kuwirirana) Stewart Productions, Stewart Productions
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out