Lyrics

Oskid production, uh, uh Inini ndaichema ndiri ndega baba Ndichiti rimwe zuva zvangu zvichaitawo Asi vakandinyararidza, vakanditi nyararawo Kuchema hakuna zvakobatsira Vakandinyararidza, vakanditi nyararawo Kuchema hakuna zvakobatsira Vakanditi nyarara mwana, usambochema mwana Kunyangwe zvorema inini ndenge ndiripo Ndakakupa simba ugozvishandira Ndikakupa chipo ugovaimbira Vakandinyararidza, vakanditi nyararawo Kuchema hakuna zvakobatsira Vakandinyararidza, vakanditi nyararawo Kuchema hakuna zvakobatsira Zvanga zvandiremera imi ndaitochenge Pangu pandiperera imi ndaitodzungaira Asi baba, baba, handaizofa (handaifa) ivo varipo Vakandinyararidza, vakanditi nyararawo Kuchema hakuna zvakobatsira Vakandinyararidza, vakanditi nyararawo Kuchema hakuna zvakobatsira Vakanditi nyarara mwana, usambochema mwana Kunyangwe zvorema inini ndenge ndiripo Ndakakupa simba ugozvishandira Ndikakupa chipo ugovaimbira Vakandinyararidza, vakanditi nyararawo Kuchema hakuna zvakobatsira Vakandinyararidza, vakanditi nyararawo Kuchema hakuna zvakobatsira Vakandinyararidza, vakanditi nyararawo Kuchema hakuna zvakobatsira Vakandinyararidza, vakanditi nyararawo Kuchema hakuna zvakobatsira Vakandinyararidza, vakanditi nyararawo Kuchema hakuna zvakobatsira Vakandinyararidza, vakanditi nyararawo Kuchema hakuna zvakobatsira
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out