Listen to One More Time by Nox

One More Time

Nox

World

2,585 Shazams

Lyrics

Dai baby wave neni one more time Dai baby wave neni one more time(one more time) Dai baby wave neni one more time Semunhu wenyama dzimwe nguva ndokutadzira Hazvireve handikude zvinowanikwa baby Mukutaura nemukuita dzimwe nguva ndendichiti ndikunatsa Chishuwo changu mumoyo mangu kukufadza all the time Ukandiramba baby wangu oda ndisare naniko Ukandiramba mudiwa oda ndisare naniko Taura neni, ivavo neni, ndiwanire time Taura neni, ivavo neni, ndiwanire time Ndinozviziva kuti unondida, unozviziva neni ndokudawo (ndokudawo) Kukanganisirana kunowanikwa murudo mudiwa Chakakosha kuregererana, kutawurirana nekusa ignowana Zvatakaronga zvese mudiwa zvingafamba sei kana ukandiramba? Ukandiramba baby wangu oda ndisare naniko (oda ndisare nani?) Ukandiramba mudiwa (ukandiramba) oda ndisare naniko Taura neni, ivavo neni, ndiwanire time Taura neni, ivavo neni, ndiwanire time (kana ukandiramba) Ukandiramba baby wangu (kana ukandiramba) oda ndisare naniko Ukandiramba mudiwa oda ndisare naniko (taura neni) Taura neni, ivavo neni, ndiwanire time (taura neni) Taura neni,ivavo neni, ndiwanire time Hapana ramangwana rangu randinorota iwe usipo(randinorota iwe usipo) amai vevana Vavengi vangandidzosera shure asi hapana angandibvisa pauri Dai baby wave neni one more time (one more time) Dai baby wave neni one more time (one more time) Dai baby wave neni one more time (one more time) Dai baby wave neni one more time (one more time) Ukandiramba baby wangu (ukandiramba) oda ndisare naniko (kana ukandiramba) Ukandiramba mudiwa (kana ukandiramba) oda ndisare naniko (taura neni) Taura neni, ivavo neni, ndiwanire time Taura neni, ivavo neni, ndiwanire time Ndiwanire time Shaa usandidaro shaa Ndiwanire time Ndiri wako shaa
Writer(s): Carole Bayer Sager, David W. Foster, Deniece S. Williams, Shante Franklin Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out