Lyrics

Cymplex Music Killer T Hot property Hoiyere, hoiyere, hoiyere, hoiyere Nyatsocheka Yoh Cymplex Ndipo pacho pavanotangaka kuzvida Kunyepedzera senge vasiri kukuda Tarira wega kana zuva parinobuda Ndivo vega vanotanga kuzofona Manje vakadaro handinzwisise Vanoda kundimisa handimisike Vane kahunhu kechi-Boer-Boer Tavabata vese kunge ngoma Vaudze kuti zvavanondiita handizvide Chingogarai mavaudza hatidi kuvaona Chivaudza kuti mamero vazvinzwe Tichangogara tavabatisa tombova-tipper feya Vaudze kuti zvavanondiita handizvide Chingogarai mavaudza hatidi kuvaona Chivaudza kuti mamero vazvinzwe Tichangogara tavabatisa tombova-tipper feya Hm-m ndozviziva vanoda kundicherera Asi havandifushire mugomba Mwari wangu anondichengeta Saka hapana kana chandinotya Asi pese pamunonditaura Dai paine chamunozowana Ndozviziva hamundifarire Saka musatinyepere kuti motida Vaudze kuti zvavanondiita handizvide Chingogarai mavaudza hatidi kuvaona Chivaudza kuti mamero vazvinzwe Tichangogara tavabatisa tombova-tipper feya Vaudze kuti zvavanondiita handizvide Chingogarai mavaudza hatidi kuvaona Chivaudza kuti mamero vazvinzwe Tichangogara tavabatisa tombova-tipper feya Ndipo pacho pavanotangaka kuzvida Kunyepedzera senge vasiri kukuda Tarira wega kana zuva parinobuda Ndivo vega vanotanga kuzofona Manje vakadaro handinzwisise Vanoda kundimisa handimisike Vane kahunhu kechi-Boer-Boer Tavabata vese fanika ngoma Vaudze kuti zvavanondiita handizvide Chingogarai mavaudza hatidi kuvaona Chivaudza kuti mamero vazvinzwe Tichangogara tavabatisa tombova-tipper feya Vaudze kuti zvavanondiita handizvide Chingogarai mavaudza hatidi kuvaona Chivaudza kuti mamero vazvinzwe Tichangogara tavabatisa tombova-tipper feya Hm-m ndozviziva vanoda kundicherera Asi havandifushire mugomba Mwari wangu anondichengeta Saka hapana kana chandinotya Asi pese pamunonditaura Dai paine chamunozowana Ndozviziva hamundifarire Saka musatinyepere kuti motida Vaudze kuti zvavanondiita handizvide Chingogarai mavaudza hatidi kuvaona Chivaudza kuti mamero vazvinzwe Tichangogara tavabatisa tombova-tipper feya Vaudze kuti zvavanondiita handizvide Chingogarai mavaudza hatidi kuvaona Chivaudza kuti mamero vazvinzwe Tichangogara tavabatisa tombova-tipper feya Vaudze kuti zvavanondiita handizvide Chingogarai mavaudza hatidi kuvaona Chivaudza kuti mamero vazvinzwe Tichangogara tavabatisa tombova-tipper feya Vaudze kuti zvavanondiita handizvide Chingogarai mavaudza hatidi kuvaona Chivaudza kuti mamero vazvinzwe Tichangogara tavabatisa tombova-tipper feya
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out