Lyrics

PTK Music Ayanaya for (yo gangster movement) Killer T Manhamba manyowani (hey po-po-po-po-po) 2023 Mazuvano ndakuda kunanganisa Life yemujolo ndigare ndaimisa Zvine pressure ndigare ndazvibvisa Vakandidyisa ndigare ndasvipa Mazuvano ndiri kutanha dzandinosvikira Nekuti nemujolo wangu ndarira Saka kughetto ndichibudikira Kuda kutsvaga kangu kandinonyepera Mazuvano ndiri kutanha dzandinosvikira Nekuti nemujolo wangu ndarira Saka kughetto ndichibudikira Kuda kutsvaga kangu kandinonyepera Ndichiti ndine 10 iye anoti ari kuda 5 Oti, "Inokwana iyi ngatitange life" Akafitwa nekumuita wife Asingaite zvekutamba ne-life Haadi bhawa reku-town anoda kwaMashwede Kana kumbinga anobheja achiti hamundinyenge Nyangwe mukandideedza handiende Akati anoda rudo rwangu chete Mazuvano ndiri kutanha dzandinosvikira Nekuti nemujolo wangu ndarira Saka kughetto ndichibudikira Kuda kutsvaga kangu kandinonyepera Mazuvano ndiri kutanha dzandinosvikira Nekuti nemujolo wangu ndarira Saka kughetto ndichibudikira Kuda kutsvaga kangu kandinonyepera Handichada anoenda kubhawa kana ndisipo Asingapihwe pressure nema-iPhone Nyangwe kanorova ngoma futi kanoita Anoti toti,toti zvedu tinosvika Asingaite zvema-besty Haadhure haambondipa stress Saka ndakunotsvaga mari Ndisina pressure yekunoona bhebhi Mazuvano ndiri kutanha dzandinosvikira Nekuti nemujolo wangu ndarira Saka kughetto ndichibudikira Kuda kutsvaga kangu kandinonyepera Mazuvano ndiri kutanha dzandinosvikira Nekuti nemujolo wangu ndarira Saka kughetto ndichibudikira Kuda kutsvaga kangu kandinonyepera Ndichiti ndine 10 anoti ari kuda 5 Oti, "Inokwana iyi ngatitange life." Akafitwa nekumuita wife Asingaite zvekutamba ne-life Haadi bhawa reku-town anoda kwaMashwede Kana kumbinga anobheja achiti hamundinyenge Nyangwe mukandideedza handiende Akati anoda rudo rwangu chete Mazuvano ndiri kutanha dzandinosvikira Nekuti nemujolo wangu ndarira Saka kughetto ndichibudikira Kuda kutsvaga kangu kandinonyepera Mazuvano ndiri kutanha dzandinosvikira Nekuti nemujolo wangu ndarira Saka kughetto ndichibudikira Kuda kutsvaga kangu kandinonyepera Handichada anoenda kubhawa kana ndisipo Asingapihwe pressure nema-iPhone Nyangwe kanorova ngoma futi kanoita Anoti toti, toti zvedu tinosvika Asingaite zvema-besty Haadhure haambondipa stress Saka ndakunotsvaga mari Ndisina pressure yekunoona bhebhi Mazuvano ndiri kutanha dzandinosvikira Nekuti nemujolo wangu ndarira Saka kughetto ndichibudikira Kuda kutsvaga kangu kandinonyepera Mazuvano ndiri kutanha dzandinosvikira Nekuti nemujolo wangu ndarira Saka kughetto ndichibudikira Kuda kutsvaga kangu kandinonyepera Mazuvano ndakuda kunanganisa Life yemujolo ndigare ndaimisa Zvine pressure ndigare ndazvibvisa Vakandidyisa ndigare ndasvipa Kandinonzwisisana nako, buddy Kasingape rudo kuna anybody Kanenge kachida kutonditinha mubody Tell everybody
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out