Lyrics

PTK Music Chimbosimudza ruoko kana uchipisa Nyatsofamba iwe, usambodhipisa Chimbovhura hombe vamboshamiswa Kungoti vane godo, vane shaisano Uri kupisa iwe zvekuti uchazopera ndezvimwe Uri kuzama iwe, kungoti vane godo havazvide Wakabaka iwe, zvekuti uchazodzima ndezvimwe Shaina iwewe, chimboshaina Shaina, shaina ah-h Vanosvotwa here mumoyo mavo? Ringori godo ravainaro Havakwanise kurumbidza paitwa chakanaka Vanoda kungofambisa zvakaipa Kungonzi wakanganisa vanomhanya Kufambisa nyaya havambotana Havadi paunogona, vane shaisano Vanenge vakamiriria zvakaipa Uri kupisa iwe zvekuti uchazopera ndezvimwe Uri kuzama iwe, kungoti vane godo havazvide Wakabaka iwe, zvekuti uchazodzima ndezvimwe Shaina iwewe, chimboshaina Shaina, shaina ah-h Vanenge vachitoti hazviite Zvinhu zvose zvaunoronga hazviite Usaudze vanhu zvaunoronga Vakaona zvoita voti mushonga Nyangwe ukanzi uri kukura musoro Ramba uchingosimudza musoro Nguva inofamba haimire Ita, 'Kubaka ndokuda, handidzime' Uri kupisa iwe zvekuti uchazopera ndezvimwe Uri kuzama iwe, kungoti vane godo havazvide Wakabaka iwe, zvekuti uchazodzima ndezvimwe Shaina iwewe, chimboshaina Shaina, shaina ah-h Vanosvotwa here mumoyo mavo? Ringori godo ravainaro Havakwanise kurumbidza paitwa chakanaka Vanoda kungofambisa zvakaipa Kungonzi wakanganisa vanomhanya Kufambisa nyaya havambotana Havadi paunogona vane shaisano Vanenge vakamiriria zvakaipa Uri kupisa iwe zvekuti uchazopera ndezvimwe Uri kuzama iwe, kungoti vane godo havazvide Wakabaka iwe, zvekuti uchazodzima ndezvimwe Shaina iwewe, chimboshaina Shaina, shaina ah-h Vanenge vachitoti hazviite Zvinhu zvose zvaunoronga hazviite Usaudze vanhu zvaunoronga Vakaona zvoita voti mushonga Nyangwe ukanzi uri kukura musoro Ramba uchingosimudza musoro Nguva inofamba, haimire Ita, 'Kubaka ndokuda, handidzime' Uri kupisa iwe zvekuti uchazopera ndezvimwe Uri kuzama iwe, kungoti vane godo havazvide Wakabaka iwe, zvekuti uchazodzima ndezvimwe Shaina iwewe, chimboshaina Shaina, shaina ah-h
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out