Lyrics

Gafa na Buffalo Chi xtra Rugare huya kuno Ndoda kurarama kamwe ka life Rugare huya kuno Masango matema fanika night Ndakutsvaka kwese ndaenda Hapana kwandisati ndaenda Ishe tenzi dai mavheneka Kwandinofamba dai kwaendeka Rugare huya (huya)×2 Chimbondinyemudzira hupenyu hwacho Hona godo vanaChiyangwa Kune chiedza ndiwe ma kuseni acho Vamwe ndovarikuti uri joza Huya pachena kuno tofa Ndoda ku driver wo Rover Ndaneta nekufamba netsoka Chiona nhasi ndakunyora chichemo Ndakutofamba nevano tyora mitemo Dai wauya rugare waita kuti ndifare Ndipe nguva rugare matambudziko anyare Ukango uya zvangu zvafaya Chingonditora kwese tobaya Chindiunzira zvandinoshaya Mabasa emaoko ndo tryer
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out