Lyrics

Hot property (Kenako Music) Oskid, saka super nyatsocheka ma-settings ma-runnings Kodasi, ayanaya for real Kunyangwe ukagona Kunyangwe ukatadza Zvinenge zvakangofanana Havakwanise kutenda nyangwe patino shanda vanenge vachiti hapana Vagara vanongovenga ava Kunyangwe ukagona zvakaita sei Vagara vanongovenga, oh Vanomirira pawatadza votaura Vagara vanongovenga ava Kunyangwe ukagona zvakaita sei Vagara vanongovenga ava (uwoo) Vanomirira pawatadza votaura Zvimwe kuda mweya yetsvina here yakavagara pamwe zvima demon Pandinogona havaone mapofu Kuita hwaJudah hwekunotengesa Jesu Ndoda kubvunza anga amutadzireiko Irwo ruvengo irworo rwabva nekupiko Ndoda kubvunza zvichakusvitsa kupiko Kungomirira pandatadza motaura Vagara vanongovenga ava Kunyangwe ukagona zvakaitasei Vagara vanongovenga ava, oh Vanomirira pawatadza votaura Vagara vanongovenga ava Kunyangwe ukagona zvakaitasei Vagara vanongo venga ava (uwoo) Vanomirira pawatadza votaura Koo sei vachinyanyoona zvakaipa? Munhu munhu anoona zvakaipa Kuzvishandira handione chakaipa Asi unoona moyo yavo ichibaika Asi inga wani handinei navo Ende futi handiraramire ivo Mweya wekufema handikumbire kwavari Zvandinoshaya ndinochema kuna Mwari Vagara vanongovenga ava Kunyangwe ukagona zvakaitasei Vagara vanovenga ava oh Vanomirira pawatadza votaura Vagara vanongovenga ava Kunyangwe ukagona zvakaitasei Vagara vanongoveng ava (uwoo) Vanomirira pawatadza votaura Zvimwe kuda mweya yetsvina here yakavagara pamwe zvima demon Pandinogona havaone mapofu Kuita hwaJudah hwekunotengesa Jesu Ndoda kubvunza anga amutadzireiko Irwo ruvengo irworo rwabva nekupiko Ndoda kubvunza zvichakusvitsa kupiko Kungomirira pandatadza motaura Vagara vanongovenga ava Kunyangwe ukagona zvakaitasei Vagara vanongovenga ava, oh Vanomirira pawatadza votaura Vagara vanongovenga ava Kunyangwe ukagona zvakaitasei Vagara vanongoveng ava (uwoo) Vanomirira pawatadza votaura Vagara vanongovenga ava Kunyangwe ukagona zvakaitasei Vagara vanongoveng ava (uwoo) Vanomirira pawatadza votaura Vagara vanongovenga ava Vagara vanongovenga ava Vagara vanongovenga ava (uwoo) Vanomirira pawatadza votaura
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out