Lyrics

ChiExtra (chiExtra) Zvimoko zvandiona paposition (shan) Paita congestion (shan) Mabhebhi tengai highway code Makonzeresa njodzi muroad Pese panopfuura chiGafa Oskid Itai muchifundisa mabhebhi kudraivha imi Handisi kubhaiza ini Mabhebhi ari kucrasha pandiri Havana nyasha pandiri Vozevezera Gafa is bae (gafa the Bae) Uyo musamufananidze Mabhebhi ari kucrasha pandiri (ndiri) Havana nyasha pandiri Ndiri kumusoro pakuda hill start Vatadza kukwidza makata, G40 Zvimoko zvikunzwa kuda Yabva yaita kunge Tea-Party Ndabva ndazvimisa, stop sign Muri kumhanya, spot fine Haukwanise kutedzera speed limit Ndokumhangarira kumaOfficer ini Pano haupinde easy ndenge madrum Ndakawandirwa haukwane kana pachiramu Ndozviziva une crash paneGafa Usashandise mafeelings, keep calm Saka yangova Biggie woye Vese vakuti hatidi naye (hatidi naye) Yangova Biggie woye Vari kungoti hatidi naye (hatidi naye) Itai muchifundisa mabhebhi kudraivha imi Handisi kubhaiza ini Mabhebhi ari kucrasha pandiri Havana nyasha pandiri Vozevezera Gafa is bae (gafa the Bae) Uyo musamufananidze Mabhebhi ari kucrasha pandiri Havana nyasha pandiri Bhebhi unenge uri learner Pane Gafa hapasi easy kunzi wapakena Haundikonhese ndokutemba kuchena Panoda licence and class 1, Obaden Zvimoko zvonditeera ndichibva kudheni Zvandimirira kubva na3 makseni Pane two twandapesana natwo Twandiona ndokubva twarova 3 point turn Turi kunditaimira but pabuda nothing Turi kunditeera ndapinda muParking Mapakiro acho andichaita Haatisanganise iparallel parking Saka yangova Biggie woye Vese vakuti hatidi naye (hatidi naye) Yangova Biggie woye Vari kungoti hatidi naye (hatidi naye) Itai muchifundisa mabhebhi kudraivha imi Handisi kubhaiza ini Mabhebhi ari kucrasha pandiri Havana nyasha pandiri Vozevezera Gafa is bae (Gafa the bae) Uyo musamufananidze Mabhebhi ari kucrasha pandiri Havana nyasha pandiri Mabhebhi ari kucrasha pandiri Havana nyasha pandiri Vozevezera Gafa is bae (gafa the Bae) Uyo musamufananidze Mabhebhi ari kucrasha pandiri Havana nyasha pandiri
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out