Lyrics

Hot property (kunjere kunje kunje kunje) Baba wee (The Military Touch) (kunjere kunje kunje kunje) Kunjerere kunjerere njekunje kunjeku (kunjere kunje kunje kunje) Kunje kunje kunjerere njeku njeku njeku (kunjere kunje kunje kunje) Taramba Hondo njere kunje ku (kunjere kunje kunje kunje) Kunjerere kunjere njekure kunje ku (kunjere kunje kunje kunje) Ndakanga ndati huyai vana vekumusha kwangu Ndakanga ndati huyai mese tiwirirane Ndakanga ndati huyai vana vekumusha kwangu Ndakanga ndati huyai mese tiwirirane Tinoda kubvisa hondo sevanhu vatema (ah hoo ah hoo) Tinoda kubvisa hondo tese tiwirirane (ah hoo ah hoo) Tinoda kubvisa hondo sevanhu vatema (ah hoo ah hoo) Tinoda kubvisa hondo tese tiwirirane Pane vanhu vanofara ndawira mugomba Kutadza kungonditakura tiende kumba Nyangwe nhumbi dzangu vaita gumbawakumba Vazvikanga nemafuta avo senyama yehumba Oh vakamboyedza-yedza Zvese zvichivarambira Kana ndichinge ndoyenda Ndokuonayi ndapinda Mazvitangira njodzi (hombarume) Mazviparira ngozi (hombarume) Mazvipisira hozi (hombarume) Tikakoka ngirozi (hombarume) Ndakanga ndati huyai vana vekumusha kwangu Ndakanga ndati huyai mese tiwirirane Ndakanga ndati huyai vana vekumusha kwangu Ndakanga ndati huyai mese tiwirirane Tinoda kubvisa hondo sevanhu vatema (ah hoo ah hoo) Tinoda kubvisa hondo tese tiwirirane (ah hoo ah hoo) Tinoda kubvisa hondo sevanhu vatema (ah hoo ah hoo) Tinoda kubvisa hondo tese tiwirirane Yanetsa yakwidza yakwira makata (huya uone) Yapisa yakwata segwata-kwata (huya uone) Ndini ndakatambudza nehamburamakaka (huya uone) Dzaiva hofori dzakayamwa mukaka (huya uone) Zvikanzi mhanya (Hwedza) mwanangu mhanya (Hwedza) Huma, huma, huma Iriko hondo (Hwedza) kumarinda hondo (Hwedza) Huma, huma, huma Ndakanga ndati huyai vana vekumusha kwangu Ndakanga ndati huyai mese tiwirirane Ndakanga ndati huyai vana vekumusha kwangu Ndakanga ndati huyai mese tiwirirane Tinoda kubvisa hondo sevanhu vatema (ah hoo ah hoo) Tinoda kubvisa hondo tese tiwirirane (ah hoo ah hoo) Tinoda kubvisa hondo sevanhu vatema (ah hoo ah hoo) Tinoda kubvisa hondo tese tiwirirane Nekuti taingoda kuti tifambe navo Museve nematemo vatobata kare Nyaya zvayaoma saka handingasare Ndizvo zvandinogona saka handinganyare Kana mukandirambidza moona ndadzoka Kana mukandirambidza moona ndadzoka Muchinge mandirambidza moona ndzadzoka Kana mukandirambidza moona ndadzoka Saka Zakeyo buruka tiendewo Buruka tiende, buruka tiende woye Saka Zakeyo buruka tiende (rove ngoma) Buruka tiende (rove ngoma) buruka tiende woye Njerere kunjerere njeku njeku njeku (kunjere kunje kunje-kunje) Kunje kunje kunjerere njeku njeku njeku (kunjere kunje kunje-kunje) Taramba hondo njerere kunjeku (kunjere kunje kunje-kunje) Kunjerere kunjerere njekure kunjeku (kunjere kunje kunje-kunje) Ndakanga ndati ndirimwana muZezuru (kunjere kunje kunje-kunje) Terera unzwe njenjere kunjeku (kunjere kunje kunje-kunje) Taramba hondo changamire woye (kunjere kunje kunje-kunje) Uwoo huya uone njenjewo-njenjewo (kunjere kunje kunje-kunje) Taramba hondo baba kani (kunjere kunje kunje-kunje) Kujerere kunjenjewu njewu njenjewu (kunjere kunje kunje-kunje) Njewu njenjewu njererewu njenjewu njenjewu (kunjere kunje kunje-kunje) Njewu njenjewe njenjewu njewu njenjewu (kunjere kunje kunje-kunje) Njerere kunjewu njenjewu njewu njenjewu (njenjewu njenjewu) Ahh hehe
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out