Lyrics

Killer T Alleviator Navigator Handiti waiona Vanhu zvavakashatira Muzita raBaba, Baba tinoda kufara Nekuti kana matimutsa chasara kuyenda kunorara Ndiani akati chidhakwa hachizive Mwari? Nekuti akagadzira doro, njere akapihwa nani? Tiri vana venyu Baba tinoda kumbofara Panonakidzwa vamwe, Baba hatidi kuzosara Machembere ndavadeedza vanditi kutamba vanonyara Mukadhakwa monetsana pachenyu, izvozvo zvakasara Kuyenda kumafaro tinototanga tanamata haikona (Ahe-e tinototanga tanamata) Kana tikadhakwa tinototanga tanamata Baba (Ahe-e, ahe-e tinototanga tanamata) Kuyenda kumafaro tinototanga tanamata haikona (Ahe-e tinototanga tanamata) Kana tikadhakwa tinototanga tanamata Baba (Ahe-e, ahe-e tinototanga tanamata) Papinzwa munamato, tadzinga mhepo Tawanirwa nyasha samai vaJesu Huyai nema-cider, ndinoda Label Tawedzera nyama, isai pa-table Padzingwa nhamo Hurombo ngaubve pano Wanga wandinyanyira Ini handikude Nhasi dakumbofara Hapana zvekumbonyara Mwari vanochengeta kunyangwe vari kurwara Maiwona varume? Kuyenda kumafaro tinototanga tanamata haikona (Ahe-e tinototanga tanamata) Kana tikadhakwa tinototanga tanamata Baba (Ahe-e, ahe-e tinototanga tanamata) Kuyenda kumafaro tinototanga tanamata haikona (Ahe-e tinototanga tanamata) Kana tikadhakwa tinototanga tanamata Baba (Ahe-e, ahe-e tinototanga tanamata) Honai manje takutora mari Kudai Jesu vachiuya vachinja mvura tombonwa wine Nekuti ndivo muchengeti, kufamba nesu hamuneti Nyangwe ndiite sebenzi, fambai nesu hamuneti Muzita raBaba, Baba tinoda kufara Nekuti kana matimutsa chasara kuyenda kunorara Ndiani akati chidhakwa hachizive Mwari? Nekuti akagadzira doro, njere akapihwa nani? Kuyenda kumafaro tinototanga tanamata haikona (Ahe-e tinototanga tanamata) Kana tikadhakwa tinototanga tanamata Baba (Ahe-e, ahe-e tinototanga tanamata) Kuyenda kumafaro tinototanga tanamata haikona (Ahe-e tinototanga tanamata) Kana tikadhakwa tinototanga tanamata Baba (Ahe-e, ahe-e tinototanga tanamata)
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out