Lyrics

Oh Mariana, Mariana Hey, (Nyasha David) Mariana (Golden Finger on the, on the-) Ndarota tichitobva kumaroro Nyika ichidengenyeka makorokoto Wandibira moyo wangu baby uri gororo Nyama nemweya asi uchindipa zororo Nhaiwe iwe ndirimumafuro manyoro Rudo rwandipinda mumwongo zvinyoronyoro Pabva paita separoverwa chihoko Kudanana newe, kudya namambo And baby zvaJesu, ndinokuda ndinokuda And baby zvamuchose ndinofunga ndinofunga Baby zvaJesu, ndinokuda ndinokuda Oh Mariana (Mariana Mariana) hey Mariana (Mariana Mariana) oh oh Mariana (Mariana Mariana) hey Mariana (Mariana) Ndaona veruzhinji vaine godo Vachichiva love type yatiinayo Kuita senge moto wakabvira pachi- Huchi hutsva huchangomorwa mumukoko Nhaiwe iwe ndirimumafuro manyoro Rudo rwandipinda mumwongo zvinyoronyoro Pabva paita separoverwa chihoko Kudanana newe, kudya namambo And Baby zvaJesu, ndinokuda ndinokuda And baby zvamuchose ndinofunga ndinofunga Baby zvaJesu, ndinokuda ndinokuda Oh Mariana (Mariana Mariana) hey Mariana (Mariana Mariana) oh oh Mariana (Mariana Mariana) hey Mariana (Mariana) Ah, Baba vako ndovakudza nei? (Mariana) Shuwiro yavo ndiizadzise (Mariana) Amai vako ndoovatenda sei? (Mariana) Mufaro wavo ndiuzadzikise (Mariana) Baba vako ndovakudza nei? Mariana) Shuwiro yavo ndiizadzise (Mariana) Amai vako ndoovatenda sei? (Mariana) Mufaro wavo ndiuzadzikise (Mariana) And Baby zvaJesu, ndinokuda ndinokuda And baby zvamuchose ndinofunga ndinofunga Baby zvaJeso, ndinokuda ndinokuda Oh Mariana (Mariana Mariana) hey Mariana (Mariana Mariana) oh oh Mariana (Mariana Mariana) hey Mariana (Mariana, um um ah Mariana)
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out