Lyrics

Iwe, iwe, iwe, iwe, iwe, iwe (Black Boy) Mandy (shanda rakasimba, rakatenga mota) Black Boy di don (Tele) awe Koo nhai madzibaba? (Ngirrr) Ndine zvinhu zvinondinetsa kani Nguva yareba, mwana handina (rikatsamaya ndoritsoma) Kuzama ndazama, kupfugama, kutsanya nekunamata Pamwe zvichaita nerimwe ramazuva Dambudziko rangu richaperawo here? Zvikanzi zvangu ngezvedzinza, zvingabviswe here? Saka ndauya (kusowe, kusowe) Kuzobviswa jambwa nezviyedzo (kusowe, kusowe) Saka ndauya (kusowe, kusowe) Kuzobviswa jambwa nezviyedzo (kusowe, kusowe) (hoo, yeah) Nhau yenyu ndainzwa madzimai Saka nongedzerai kumusha kwenyu katatu Imimi madzimai, muri kurondwa nevarume vatatu Chandaona, kwamunobva kwakashereketwa, tu Chandaona, makaitwa mukadzi wezvikwambo Ndichakumedzesai mhodzi yehwakwa Yandichanotora kure, kure Hazvimboramba, tenda denga Saka ndauya (kusowe, kusowe) (hoouwo) Kuzobviswa jambwa nezviyedzo (kusowe, kusowe) (pfugama wagona) Saka ndauya (kusowe, kusowe) (hoouwo) Kuzobviswa jambwa nezviyedzo (kusowe, kusowe) Ndobika here porridge rezviyo? Ndotanga here, parikuda nziyo? Shaurai verse iya, verse yerudo Ndiringe ini, ndiringe (ringa, ringa, awe) ndiringe, ndiringe Ndiyende, ndiyende (yenda, yenda, awe) ndiyende, ndiyende Zviyende, zviyende, zviyende (Batai hana yenyu katatu madzimai) Saka ndauya (kusowe, kusowe) (hoouwo) Kuzobviswa jambwa nezviyedzo (kusowe, kusowe) (pfugama wagona) (Ndiringe, ndiringe, ndiringe) saka ndauya (kusowe, kusowe) Kuzobviswa jambwa (ndiyende) nezviyedzo (ndiyende, ndiyende) (kusowe, kusowe) Zviyende (awe) zviyende, zviyende (awe, awe, nezviyedzo, hey, yei)
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out