Lyrics

(Kumbandinodzoka) Dr. Chikati, Come to the party (Asi ndichangononoka) Wagwizi yeah (Kumba ndinodzoka) HKD, Millitay Touch (Asi ndichangononoka) Rodney, Shami, move Amai zvino rakutambira bhawa Nguva yamapinza foni ndiyo yehappy hour Mhamha zvino rakutapira bhawa Ndikasabatika nhasi ndinouya mangwana (Kumba ndinodzoka) ah uh (Ndichangononoka) eh mhamha (Kumba ndinodzoka) ah huh (Ndichangononoka) mhamha (Kumba ndinodzoka) musaware ndinouya Mai vangu (Ndichangononoka) (Kumbandinodzoka) mhamha (Ndichangononoka) amai Paridzwa ngoma dzeGaffa (ndaburitsa mari Yandandashafa) Zvekudzoka ndobva zvafa (kunditi ndidzoke Kumba its a tough one) Pazoridzwa waya dzaBa Sharo Mhamha hamusati maona zvakadaro Vanhu kukanda makumbo kwakadaro Pazoplayer kechirungu Bounce Along (Bounce Along) Murefu apinda achidzvova Tatenderedza ngowan' Dhanzi ranga rarova nhova Maspeaker anga onhuwa Amai zvino rakutapira bhawa Team rangu rese raita waya Mhamha zvino rakutapira bhawa Ndikada kubuda ndonzwa kupera power (Kumba ndinodzoka) mhaiyo (Ndichangononoka) maiyo oh (Kumba ndinodzoka) mhaiyo (Ndichangononoka)mhaiyo (Kumba ndinodzoka) mangwana (Ndichangononoka) kana mangwana acho (Kumba ndinodzoka) iih ihh (Ndichangononoka) ith ith Kumba kwacho ngakuuye kuno Kana kwauya kuno tose togara kuno Nguva dzacho dzamati ndibve kuno Hadzichakwanisika mhamha (Kwavekunaka kuno) Vanomoneredza chiuno Dai mauya kuno ndiri mwanawaMambo (Ndinoshereketa mhamha ah) (Ndinoshereketa mhamha ah) Vanomoneredza chiuno Dai mauya kuno ndiri mwanawaMambo (Ndinoshereketa mhamha ah) (Ndinoshereketa mhamha ah) Ndine maramba doro (Ah heh ndadzokawo) Dai mandisunga muromo (Musafunge ndiri mwana m'paradzi) Nichinge ndadzoka mangwana Mondipa mutemo (Ah heh ndadzokawo) Kana ndikadhakwa hameno (Musafunge ndiri mwana m'paradzi) Utetene, ute tetene mari yaMambo Utetene, ute utetene moolah Utetene, ute tetene mari yaMambo Utetene, ute utetene moolah (Kumba ndinodzoka) ah (Ndichangononoka) eh mhamha (Kumbandinodzoka) mhaiyo (Ndichangononoka) mhayio (Kumbandinodzoka) Musaworry ndino uya kumba ini mai vangu (Kumbandinodzoka) mhamha hiii ihhh
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out