Lyrics

Wa-gwi-zi Kabhaskoro kandikanyira Kakadambuka career Ndakatumira nhume zvikaramba Yakawira mustime Ndokufumira kufamba kuchinaya ndikarasika pamharadzano Ndoti Boi boi wooo Maziso kuti boi Ndakagara ndichikuda ndichinyara Ndakagara ndichikuda Ndakagara ndichikuda ndichinyara Ndakagara ndichikuda Ndakagara ndichikuda ndichinyara Ndakagara ndichikuda Kana ndouya ikoko Vesa kamoto Ndikaona kamwenje murima Ini ndoziva pauri chaipo Ndini uyo pote nedondo Kuteera pakada moyo Ndisunungure ndiwane zororo Wondipawo manyemwe Embongoro Ndisunungure ndiwane zororo Wondipawo manyemwe Embongoro Ndini ndaikudongorera Ndakagara ndichikuda ndichinyara Ndakagara ndichikuda Ini ndifambe ndifambe ndomira Ndakagara ndichikuda ndichinyara Ndakagara ndichikuda Huh rudo ndimonerere Ndakagara ndichikuda ndichinyara Ndakagara ndichikuda Ukabvuma ndichakurera Ndakagara ndichikuda ndichinyara Ndakagara ndichikuda Ndafamba rwendo chimhandara Iwe kure kwandinobva Ndaizeza kutaura pada moyo Shoko racho ndoridudza Asi taisangana muchimana Dai ndakujaira Asi dai taizivana kubvira kare Dai ndakujaira Ndibatire shangu Nditakanure bhachi rangu Ndafunga kuti ndivhumbunure Zviri muhana Ndini ndaikudongorera Ndakagara ndichikuda ndichinyara Ndakagara ndichikuda Ini ndifambe ndifambe ndomira Ndakagara ndichikuda ndichinyara Ndakagara ndichikuda Huh rudo ndimonerere Ndakagara ndichikuda ndichinyara Ndakagara ndichikuda Ukabvuma ndichakurera Ndakagara ndichikuda ndichinyara Ndakagara ndichikuda Ramba uchidira some more Some more Some more Some more Ramba uchidira some more Alright Ramba uchidira some more Ndiani vakakodzera kugara padare remajita Tinashe Nash Mutarisi Washington Ushamba MacDonald Murombe Silent Killer pajoza Clever Chazireni Some more Stot-ie!
Writer(s): Mukudzeyi Mukombe Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out