Lyrics

Wagwizi, haa! Usanyanyondibata ipapo Ende handikuoni mushe (Rodney Beats) Usanyanyondibata ipapo Hmm, handikuoni mushe Yaunoda kunditamba iyoyo ndakatomboitamba mumwe Matsotsi, haagerane Yaunoda kunditamba iyoyo ndakatomboitamba mumwe Matsotsi, haagerane Unofunga kuti unondirova chekuseri Unoita kundihwandira seri, kundikumbira unondityei? Unofunga kuti unondirova chekuseri Unoita kundihwandira seri, kundikumbira unondityei? Kana uchida kuti ndiite zvaunoda, chiitawo zvandinoda Zvi-balance Kana uchida kuti ndiite zvaunoda, chiitawo zvandinoda Zvi-balance Akandidai so, agondidai so (akachukucha chiuno, aichuna) Kuita kunditsvaira nemutsvairo (akachukucha chiuno, aichuna) Zvikanzi, "Hamheno ukandigona?" (Akachukucha chiuno, aichuna) Anga andikwidza forogonya (akachukucha chiuno, aichuna) Akandidai so, agondidai so (akachukucha chiuno, iwe woshora) Kuita kunditsvaira nemutsvairo (akachukucha chiuno, iwe woshora) Zvikanzi, "Hamheno ukandigona?" (Akachukucha chiuno, iwe woshora) Anga andikwidza forogonya (akachukucha chiuno, iwe woshora) Vana muHarare senyi vasingarare, nhai baba Harare? Ukavabvunza voti, "Musatigadza dare, mujolo wakatanga kare nana baba" Hee eh-eh, eh-eh, vaijola Hee, ehee, eh, eh-eh, haa Hee eh-eh, eh-eh, vaijola Hee, ehee, eh, eh-eh Unofunga kuti unondirova chekuseri Unoita kundihwandira seri, kundikumbira unondityei? Unofunga kuti unondirova chekuseri Unoita kundihwandira seri, kundikumbira unondityei? Akandidai so, agondidai so (akachukucha chiuno, aichuna) Kuita kunditsvaira nemutsvairo (akachukucha chiuno, aichuna) Zvikanzi, "Hamheno ukandigona?" (Akachukucha chiuno, aichuna) Anga andikwidza forogonya (akachukucha chiuno, aichuna) Akandidai so, agondidai so (akachukucha chiuno, iwe woshora) Kuita kunditsvaira nemutsvairo (akachukucha chiuno, iwe woshora) Zvikanzi, "Hamheno ukandigona?" (Akachukucha chiuno, iwe woshora) Anga andikwidza forogonya (akachukucha chiuno, iwe woshora) Chazireni, bvunza Ushamba kuti Mambo ndiyani? Achauya mangwana Chazireni, bvunza Ushamba kuti Mambo ndiyani? Achauya mangwana Chazireni, bvunza Ushamba kuti Mambo ndiyani? Achauya mangwana
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out