Music Video

Jah Prayzah - Pikiniki
Watch {trackName} music video by {artistName}

Credits

COMPOSITION & LYRICS
Mukudzeyi Mukombe
Mukudzeyi Mukombe
Songwriter
Rodney Sibanda
Rodney Sibanda
Songwriter

Lyrics

Handidi wemunzira (Wagwizi) Wechitaka, ndoda wangu wechitaka Uchandifunga ndayenda kuti nyaa Uchandifunga ndarova kuti nyaa Uchandifunga ndayenda kuti nyaa Uchandifunga ndarova kuti nyaa Unoda here kuyenda nemoyo? Unoda here? Ndabvunza nemoyo Unoda here kuyenda nemoyo? Unoda here? Ndabvunza nemoyo Tichatamba kangoma kemazuvano (Pikinikiniki padikidiki pikinikini) Tosangana panzvimbo ine runyararo (Pikinikiniki padikidiki piki pikini) Tikagaragara toita kasungano (Pikinikiniki padikidiki pikinikini) Ini newe toratidza musiyano (Pikinikiniki padikidiki piki pikini) Handidi wemunzira ndoda wechitaka Kunyangwe akakoniwa kumira nekudhakwa Ndichanongedzera wangu wechitaka Kunyangwe ahutsatsa, akanyura mumadhaka Pfimbika chisikana ndakumbirawo pfimbika Pfimbika, ah-ha-ha Cheuka chisikana ndakumbirawo cheuka Cheuka, ah-ha-ha Mazana emamaira, mazanawo Ndakasvika kure kure nenjinga yanga Mazana emamaira, mazanawo Ndakasvika kure kure nenjinga yanga Tichatamba kangoma kemazuvano (Pikinikiniki padikidiki pikinikini) Tosangana panzvimbo ine runyararo (Pikinikiniki padikidiki piki pikini) Tikagaragara toita kasungano (Pikinikiniki padikidiki pikinikini) Ini newe toratidza musiyano (Pikinikiniki padikidiki piki pikini) Pfimbika chisikana ndakumbirawo pfimbika Pfimbika, ah-ha-ha Cheuka chisikana ndakumbirawo cheuka Cheuka, ah-ha-ha Tichatamba kangoma kemazuvano (Pikinikiniki padikidiki pikinikini) Tosangana panzvimbo ine runyararo (Pikinikiniki padikidiki piki pikini) Tikagaragara toita kasungano (Pikinikiniki padikidiki pikinikini) Ini newe toratidza musiyano (Pikinikiniki padikidiki piki pikini) Pfimbika, ah-ha-ha Cheuka chisikana ndakumbirawo cheuka Cheuka, ah-ha-ha Pfimbika chisikana ndakumbirawo pfimbika
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out