Lyrics

Dzika, dzika ngirozi Dzika, dzika ngirozi Dzika, tiwanire nyasha Moyo wekubereka zvino wandiremera Zvinondibaya pahana pandinotarisa vana Pfungwa dzotenderera, misodzi yoyerera Zvinondibaya pahana pandinotarisa vana Ndaiti zvimwe (zvimwe) Ichadzika ngirozi Ichadzimura ngozi (ngirozi) Ichandiwanira nyasha Aiwa ndatsikwa konzi Dzika, dzika ngirozi (ngirozi) Dzika, dzimura ngozi (ngirozi) Dzika, ndiwanire nyasha Aiwa ndatsikwa konzi Ndatenderera Oskid ndafamba mamayera Ndateketera Ndatsika kunyangwe panoyera Zvenyama zvaramba Mweya tungamira vana zvovofamba Kanda makwati povoshanda Vasunungure muhuranda Hona votiza musha Tande musango Hanzi hakuna kusiri kufa Kufira musango here? Senge vasina musha Ndaiti zvimwe Ichadzika ngirozi (Mambo) Ichadzimura ngozi (ngirozi Baba) Ichandiwanira nyasha Aiwa ndatsikwa konzi (konzi Mambo) Dzika, dzika ngirozi (ngirozi Mambo) Dzika, dzimura ngozi (ngirozi Mwari) Dzika, ndiwanire nyasha Aiwa ndatsikwa konzi Nhamo yangu ndeyekubereka vana vandisisawone Vangovafararira nenyika hanzi hatingazvigone Ndakaberekera gejo saka ndasiyaneyi nemombe Varikumhanyisana nemabasa kuda kudzinga hurombe Ndosivaona kuhope Vari pamushando aiwa hadzizi nyope Kubva mangwanani vari pandima Dzamara kudoke Ndaiti zvimwe (zvimwe) Ichadzika ngirozi Ichadzimura ngozi (ngirozi) Ichandiwanira nyasha Aiwa ndatsikwa konzi Dzika, dzika ngirozi Dzika, dzimura ngozi (ngirozi) Dzika, ndiwanire nyasha Aiwa ndatsikwa konzi (konzi Mambo) Dzika, dzika ngirozi Mambo Dzika, dzika ngirozi (Baba) Dzika, ndiwanire nyasha Aiwa dzika ngirozi Mambo (Dzika, dzika ngirozi) Mambo (Dzika, dzika ngirozi) Mambo Mwariwe-e (Dzika, ndiwanire nyasha) Aiwa dzika ngirozi Mambo Dzika, dzika ngirozi (Mambo) Dzika, dzika ngirozi (Mambo) Dzika, ndiwanire nyasha Mwariwe-e dzika ngirozi Mambo Dzika, dzika ngirozi Baba Mwariwe-e dzika tiwanire nyasha Haiwa dzika ngirozi Mambo Dzika, dzika ngirozi (dzika) Dzika, dzika ngirozi (ngirozi we-e) Dzika tiwanire nyasha Haiwa dzika ngirozi Mambo Dzika, dzika ngirozi (ngirozi we-e) Dzika, ndiwanire nyasha Haiwa dzika ngirozi Mambo Dzika, dzika ngirozi (ngirozi Mambo) Dzika, ndiwanire nyasha (haiwa ndatsikwa konzi Mambo) Dzika, dzika ngirozi (ngirozi Mambo) Dzika, dzika ngirozi (ngirozi Baba) Dzika, ndiwanire nyasha Mwari we-e ndatsikwa konzi Mambo
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out