Lyrics

Dai ndandisina kuchenjera Dai ndisina kuvapedzera Kutakura mombe, mbudzi ihata Hamburamakaka, muchandigona ndakwegura Dai ndandisina kuchenjera Dai ndisina kuvapedzera Kutakura mombe, mbudzi ihata Hamburamakaka, muchandigona ndakwegura Bata basa wembwachena Nyamatsatse yavheneka Gamba rinozunza nyika iwe Nyamatsatse yavheneka Iho, iho, iho, yowerewe Iho, iho, ah, iyaho Iho, iho, iho, yowerewe Iho, iho Hwahwa ndakahwuranga (Wanga wakarara ngoma ichirira) wanga wakarara (Wanga wakarara ngoma ichirira) Kusvikira zondo rikagwamba (Wanga wakarara ngoma ichirira) wanga wakarara (Wanga wakarara ngoma ichirira) Hona ndakatamba naSisiriya (Wanga wakarara ngoma ichirira) wanga wakarara (Wanga wakarara ngoma ichirira) Ho-o ndakapotsa ndanamirira (Wanga wakarara ngoma ichirira) wanga wakarara (Wanga wakarara ngoma ichirira) Hwahwa ndakahwuranga ini (Wanga wakarara ngoma ichirira) wanga wakarara (Wanga wakarara ngoma ichirira) Kusvikira zondo rikagwamba (Wanga wakarara ngoma ichirira) wanga wakarara (Wanga wakarara ngoma ichirira) Hona ndakatamba naSisiriya (Wanga wakarara ngoma ichirira) wanga wakarara (Wanga wakarara ngoma ichirira) Hm-m ndakapotsa ndanamirira (Wanga wakarara ngoma ichirira) wanga wakarara (Wanga wakarara ngoma ichirira) Mauya muri vanganiko? Tangai mazviverenga (Hondeya ho-o) Vakabika rinonaka chembere dzakuya mamera (Hondeya ho-o) Hutuka hurombo (hondeya) Hurombo chenjera (hondeya ho-o) Ibira remajita (hondeya) hurombo Vasikana kwandakabva kure-kure Kwandoenda kure ndorira (Kumagumo kusvikira kumagumo) Vakomana kwandakabva kure-kure Kwandoenda kure ndorira (Kumagumo kusvikira kumagumo) Vakomana kana ndikadanwa ndinenge ndananga pachinangwa Ndorira (kumagumo kusvikira kumagumo) Vasikana kana ndikadanwa ndinenge ndananga pachinangwa Ndorira (kumagumo kusvikira kumagumo) Hwahwa ndakahwuranga (Wanga wakarara ngoma ichirira) wanga wakarara (Wanga wakarara ngoma ichirira) Kusvikira zondo rikagwamba (Wanga wakarara ngoma ichirira) wanga wakarara (Wanga wakarara ngoma ichirira) Hona ndakatamba naSisiriya (Wanga wakarara ngoma ichirira) wanga wakarara (Wanga wakarara ngoma ichirira) Ho-o ndakapotsa ndanamirira (Wanga wakarara ngoma ichirira) wanga wakarara (Wanga wakarara ngoma ichirira) Hwahwa ndakahwuranga ini (Wanga wakarara ngoma ichirira) wanga wakarara (Wanga wakarara ngoma ichirira) Kusvikira zondo rikagwamba (Wanga wakarara ngoma ichirira) wanga wakarara (Wanga wakarara ngoma ichirira) Hona ndakatamba naSisiriya (Wanga wakarara ngoma ichirira) wanga wakarara (Wanga wakarara ngoma ichirira) Hm-m ndakapotsa ndanamirira (Wanga wakarara ngoma ichirira) wanga wakarara (Wanga wakarara ngoma ichirira) Iho, iho, iho, yowerewe Iho, iho, ah, iyaho Iho, iho, iho, yowerewe Iho, iho, ah, iyaho Hiya, hiya, hiya, hiya Hiya, hiya, ha iya ho-o (Hondeya ho-o) Hiya, hiya, ha-a hiya (hondeya) Hiya, hiya, ha iya ho-o (Hondeya ho-o) Iho, iho, iho, yowerewe (hondeya) Iho, iho, ah, iyaho
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out