Lyrics

Jah Prayzah is done Mr Putiti is done The Magician is done Ta-sorter image Taridza record Taisa energy Tabata melody Semwana muparadzi Tamba sendine ngozi Kuita semunyangadzi Kutambarara kunge tsangadzi Dai wambondimonera (hiya) Ndakupfeka sebhachi rangu (ndikude) Dai ndambokukumbira (hiya) Kaya, kaya ka (hevo) Dai wambondimonera (hiya) Ndakupfeka sebhachi rangu (ndikude) Dai ndambokukumbira (hiya) Kaya, kaya ka (hevo) Dai wambondimonera (hiya) Ndakupfeka sebhachi rangu (ndikude) Dai ndambokukumbira (hiya) Kaya, kaya ka (hevo) Dai wambondimonera (hiya) Ndakupfeka sebhachi rangu (ndikude) Dai ndambokukumbira (hiya) Kaya, kaya ka (hevo) We party! We party! Hameno ikoko Party, party, party, party Hameno ikoko We party! We party Hameno ikoko Ti-party, ti-party Hameno ikoko Hatingamirire kudoka kwaro zuva Happiness yauya hazvitore nguva Nhasi ndezveduwo, hatimwe mvura Tichimwa wemapfunde asina kupura Fonera Janet Vese na Emily (pahukama) Ikararamba kupinda Siya kamessage (pahukama) Ngavauye kuno Kwaita emergency (pahukama) 'Cause atifare nevatorwa Pada family (pahukama) Dai wambondimonera (hiya) Ndakupfeka sebhachi rangu (ndikude) Dai ndambokukumbira (hiya) Kaya kaya ka (hevo) Dai wambondimonera (hiya) Ndakupfeka sebhachi rangu (ndikude) Dai ndambokukumbira (hiya) Kaya, kaya ka (hevo) Dai wambondimonera (hiya) Ndakupfeka sebhachi rangu (ndikude) Dai ndambokukumbira (hiya) Kaya, kaya ka (hevo) Dai wambondimonera (hiya) Ndakupfeka sebhachi rangu (ndikude) Dai ndambokukumbira (hiya) Kaya, kaya ka (hevo) Oita kukanyaira senzombe Kiya, kiya Rashika shika, mashika-shika, shika, shikashi Kiya, kiya, kiya Oite kurindinyuka semombe Kiya, kiya Rajika, jika, majika-jika, jika, jika Kiya, kiya, kiya Taronga kuvakandira munhenga Kiya, kiya Rajika, jika, majika-jika, jika, jika Kiya, kiya, kiya Wakanga watinyanyira mukombe Kiya, kiya Rajika, jika, majika-jika, jika, jika Kiya, kiya, kiya Hoyoyoyo Hoyoyo-hoyoyo Hoyoyo Hoyoyo-hoyoyo Hoyoyoyo Hoyoyo-hoyoyo Hoyoyoyo Hoyoyo-hoyoyo Ah-h! Now break it down Chati sidibidibi, chati dedede (takota, takota) Chati simuke, chati penuke (takota, takota) Chati sidibidibi chati dedede (takota, takota) Chati simuke, chati penuke Dai wambondimonera (hiya) Ndakupfeka sebhachi rangu (ndikude) Dai ndambokukumbira (hiya) Kaya, kaya ka (hevo) Dai wambondimonera (hiya) Ndakupfeka sebhachi rangu (ndikude) Dai ndambokukumbira (hiya) Kaya, kaya ka (hevo) Dai wambondimonera (hiya) Ndakupfeka sebhachi rangu (ndikude) Dai ndambokukumbira (hiya) Kaya, kaya ka (hevo) Dai wambondimonera (hiya) Ndakupfeka sebhachi rangu (ndikude) Dai ndambokukumbira (hiya) Kaya, kaya ka (hevo) Arajika majita arajika Kusvika chikwama chadzika, chatsvuka tazunza Wadhakwa, tapukuta takokota Taradzika majita
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out