Lyrics

Dakari, let the beat play Ndini ndorera nekuchengeta Nguva yechando ndovesa moto Ndokubata se-, semwana wamambo Asi ndiri kudanana ndege kuti hauna shungu Iwewe kana shungu Nekuti hauna shungu Iwewe kana shungu Hauna shungu Iwewe kana shungu Nekuti hauna shungu Iwewe kana shungu Ndodawo Kudiwawo Manheru takarara Mukurota makavambawoka Uchidana zita rangu Asi ndiri kudanana ndege kuti hauna shungu Iwewe kana shungu Nekuti hauna shungu Iwewe kana shungu Hauna shungu Iwewe kana shungu Nekuti hauna shungu Iwewe kana shungu Hauna shungu Iwewe kana shungu Nekuti hauna shungu Iwewe kana shungu
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out