Lyrics

Ndinozviziva wakandida ndisina level Zvakawoma ndisati nda-matcher level (Nash Nation) Pavakomana vese vakati, "Hello" (fire pon dem) Ini wacho ndine chimuti chemjolo Ndenge ndamwa tea, tea, tea No limits! Ndenge ndamwa tea (fire pon dem) tea, tea Ndovhunduka chii, chii, chii? Skara watchu do? Jamal watchu do, do, do, do? Baby uri superstar Ende zvinongoda tiri two pa-ground Zvinoda tasangana Mira uwone patichasangana Bhebhi pachabaka fire Dakuona mai vako (bhebhi pachabaka moto) Baba vako nemafriends ako Bhebhi pachabaka fire, yeah Bhebhi pachabaka fire, yeah Bhebhi pachabaka fire (fire, fire, fire, fire, fire) Bhebhi pachabaka fire (fire, fire, fire, fire, fire) Bhebhi pachabaka fire (fire, fire, fire, fire, fire) Oh fire pon dem (fire, fire, fire, fire, fire) Bhebhi pachabaka fire (fire pon dem) (Fire, fire, fire, fire, fire) ndenge ndamwa tea, tea, tea Dakuona mai vako nema-friends ako Dakuudzai ngano, so paivapo Tese taivapo saka nyarara hako Ha-a dakuvapa yelobola, zana remadhora Musoro wegora Dakuvapa handshake ndichiti, 'Mwana uyu i-horror.' Apa pension mahora Kasi ndakashata uchinditiza, ah? Nyangwe usina nhumbu ingonditizira Zvemba zvinonetsa tinodzidzira I know ndinogara ndiri busy Bhebhi pachabaka fire Bhebhi pachabaka moto Bhebhi pachabaka fire, yeah Bhebhi pachabaka fire, yeah Bhebhi pachabaka fire (fire, fire, fire, fire, fire) We place fire pon dem Bhebhi pachabaka fire (fire, fire, fire, fire, fire) We place fire pon dem Yeah, we place fire pon dem Bhebhi pachabaka fire (fire, fire, fire, fire, fire) Dakuona mai vako, baba vako, nemafriends ako Bhebhi pachabaka fire (fire, fire, fire, fire, fire) Dem are fi no say Kungfu if dem are touch you L.O.V.E, baby girl l love you Ndokubudira ghetto, uri we-uptown asi hausaize ghetto Lately I've been thinking fine Pawasvika ndabva ndafa time Been thinking fine Pawasvika ndabva ndafa time Baby uri superstar Ende zvinongoda tiri two paground (baka fire) Zvinoda tasangana (fire pon dem, we say fire pon dem) Mira uwone patichasangana (we say fire pon dem) Bhebhi pachabaka fire Bhebhi pachabaka moto Bhebhi pachabaka fire, yeah Bhebhi pachabaka fire, yeah Bhebhi pachabaka fire (fire, fire, fire, fire, fire) Bhebhi pachabaka fire (fire, fire, fire, fire, fire) Bhebhi pachabaka fire (fire, fire, fire, fire, fire) Dakuona mai vako, baba vako nema-friends ako Bhebhi pachabaka fire (fire, fire, fire, fire, fire)
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out