Lyrics

Yeah, ey, okay Wangu this, wangu that Ndakazoita wako riinhi? (Ndakazoita wako riinhi?) Ko zveku-catcher ma-feels zvakazotanga riinhi? (Tanga riinhi?) Pamakatanga zvoku-linker nema-opps Skiri rekuvhurika marohwa nema-tots But bho tagara tongosimudza ma-tours Cheers to magen'a anotibatsira kupedza ma-sports Ko ndimizve munotipa power Dai musirimi tichiimbira mu-shower pa-fair So garai makageza makuruwani (makuruwani) Make sure hamusare makuruwani (makuruwani) Ko ndimizve munotipa power Dai musirimi tichitsvagei kubhawa pa-fair? Ndapota musarova ma-serious (serious) Hapana anokupikisai genius (hapana anokupikisai) Ko ndimizve munotipa power (well, well, well) Dai musirimi dai game riri sour pa-fair Ukaona mashaya inini (ah-ha-ha) Munenge mazvikanyira dhiri Kuona mashaya ini (ah-ha-ha) Ndini ndinotangidza dhiri 'Cause maku-, maku-, maku- Ndenge ndakabakisa crew Maku-, maku-, maku- Ndine ka-power fire can't cool Musasiye makuruwani Fambai namakuruwani Koo, ndimizve munotipa power Dai musirimi tichiimbira mu-shower pa-fair So garai makageza makuruwani (makuruwani) Make sure hamusare makuruwani (makuruwani) Ko ndimizve munotipa power Dai musirimi tichitsvagei kubhawa pa-fair? Ndapota musarova ma-serious (serious) Hapana anokupikisai genius (hapana anokupikisai) Ko ndimizve munotipa power (power) Dai musirimi dai game riri sour pa-fair (Maku-, maku-, maku-) yeah, anenge ari ma-funnies Dai maisapisa vaipisa vacho ndianani? (Maku-, maku-, maku-) vanenge vachiti zino Kwedu ndo-salary Huyai ti-ease tichinyepera chibharanzi Vetter ma-cowards anonyepera hushamwari Ko maziso takapihwa ari two Sando toi-feeler kuti haisi yemashuwa Bhutsu toiwona kuti haisi yemashuwa pa-fair (eh, pa-fair) Saka usazozviti mbinga Uchitaura zvekuti, 'Data rinopedzwa nema-sticker.' Sorry kana waka-linker neni ndaka-sticker Ngatizame futi next time, next time So garai makageza makuruwani (makuruwani) Make sure hamusare makuruwani (makuruwani) Ko ndimizve munotipa power Dai musirimi tichitsvagei kubhawa pa-fair? Ndapota musarova ma-serious (serious) Hapana anokupikisai genius (ko hapana anokupikisai) Ko ndimizve munotipa power Dai musirimi dai game riri sour pa-fair 'Cause maku-, maku-, maku- Ndenge ndakabakisa crew Maku-, maku-, maku- Ndine ka-power fire can't cool Musasiye makuruwani Fambai namakuruwani T- Timbe Coming to you from another
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out