Lyrics

Ndichaita mari, marisa Mula, dutu maUSA Kuita marisa, marisa Muchandi-crowner mbinga Ndaita mari, marisa Worldwide, chilling with the big boys Marisa, marisa, ooh, whoa Vanhu havashaye zvekutaura ava, shaye zvekutaura Vanhu havashaye zvekubwereketa, havashaye zvekutaura Vanhu havashaye zvekutaura ava, kutaura Vanhu havashaye zvekukhuluma, khuluma, khuluma, khuluma Watch me now Kubva mutsokorola to a G-Wagon Motorolla to a new iPhone Mukuroja to a big mansion, big mansion Kubva mutsokorola to a G-Wagon Mukuroja to a big mansion Motorolla to a new iPhone, new iPhone Marisa, marisa Hobho, dutu maUSA Kuita marisa, marisa Worldwide, chilling with the big boys Marisa, marisa Muchandi-crowner mbinga Ndaita marisa, marisa (Oh, yeah) oh, yeah, yeah, yeah Ndoda kuvhura hombe (hombe) Dai matogara maombera (gara maombera) Ndakuda propeller Ndakuda kugara muhotera I am a winner nda-winner (muchati aka-rigger uyu) Imi machinda mazvinzwa, ndichanovaka zi-den paKariba Marisa, marisa, ndakapikwa ndapisa Ndapama-profile picture pavo, hazvina nharo kuti Ndichaita mari, marisa Mula, dutu maUSA Kuita marisa, marisa Muchandi-crowner mbinga Ndaita marisa, marisa Worldwide, chilling with the big boys Marisa, marisa, ooh, whoa Marisa, marisa Hobho, dutu maUSA Kuita marisa, marisa Worldwide, chilling with the big boys Marisa, marisa Muchandi-crowner mbinga Ndaita marisa, marisa Oh, yeah, yeah, yeah
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out