Top Songs By Holy Ten
Similar Songs
Credits
PERFORMING ARTISTS
Holy Ten
Performer
COMPOSITION & LYRICS
Holy Ten
Songwriter
Lyrics
Ndirutaura nyayawo semazivire andinoiita
Eh, yeah, ah, ah
Anotobvawo kumba kune vanhu (kumba kune vanhu)
Anotobvawo kumba kune vanoti
"Hecho chimhandara chedu" (chimhandara chedu)
Asi achangobva kutemwa nesando
(Kutemwa nesando, vamutema nesando)
Yeah, isu tinoona to- togara, totanga kumhan'ara zvedu
Aiwazve gents (nah)
Haisi mhosva kufamba ne-Benz (Benz)
Asi imhosva kubva maregedza (yeah)
Achinyanya kunakwa ne-gesture
Anyanya kunakwa ne-gesture
Aiwa anyanya kunakwa ne-gesture, yeah, ah
Ukamuratidza mari (mari)
Achakuratidza mabvi (mabvi)
Achati take, take, take, achafuratira njanji (yeah)
Kwatiri achati, "Ehe ndine mu-face"
Achatikavira panze (panze)
Asi pachapera mhanzi (mhanzi)
Tichamugadzika pasi (tichamugadzika pasi, tichamugadzika pasi)
Anotobvawo kumba kune vanhu (kumba kune vanhu)
Ahh, anotobvawo kumba kune vanoti
"Hecho chimhandara chedu" (chimhandara chedu)
Asi achangobva kutemwa nesando
(Kutemwa nesando, vamutema nesando)
Yeah, isu tinoona to- togara, totanga kumhan'ara zvedu
(Ah) aiwazve gents (nah)
Haisi mhosva kufamba ne-Benz (Benz)
Asi imhosva kubva maregedza (yeah)
Achinyanya kunakwa ne-gesture
Anyanya kunakwa ne-gesture
Aiwa anyanya kunakwa ne-gesture, yeah, ah
Momz vake, vari tied too, plus yakarova BP
Little brother dropped outta high school, aka dropper EP
Zvako-shorter zvizhinji (zvizhinji)
Tava sure hatii-win
Aya ma sports asiri easy, aya ma-, ah
Anonzi Joyleen, she would be tellin' me, "Koo inini?
Hanti chero ndikashama nenhamo
Vachazongoti muroyi ndini"
Takamboramba zvavakatenga, takambosasa naSamatenga
Takafamba nawo ma-church aya, takazotambura takatemba
Zvehumhandara zvakarema
Ndirikuparara ndaka-tenser
Midzimu yaBaba yakaneta
Ndirikutsva mhani hapana mhepo apa (eh)
Ndirikutsva mhani hapana mhepo apa
Chizvizivai, chizvizivai kuti Vimbai, iye Vimbai wacho
Anotobvawo kumba kune vanhu (iye Vimbai wacho)
Anotobvawo kumba kune vanoti
"Hecho chimhandara chedu" (chimhandara chedu)
Asi achangobva kutemwa nesando
(Kutemwa nesando, vamutema nesando)
Yeah, isu tinoona to- togara, totanga kumhan'ara zvedu
(Ahh) aiwazve gents (nah)
Haisi mhosva kufamba ne-Benz (Benz)
Asi imhosva kubva maregedza (yeah)
Achinyanya kunakwa ne-gesture
Anyanya kunakwa ne-gesture
Aiwa anyanya kunakwa ne-gesture, yeah, ah
Writer(s): Nejc Razpotnik, Mukudzei Chitsama
Lyrics powered by www.musixmatch.com