Lyrics

Yo! Zvirikundirwadza mhamha Zviriku, ndirikuzvitadza mhamha I'm still praying, still believing, ndiri kufaster mhamha But when I say I gotta change hazvisi kulaster mhamha Pandiri kudhakwa ne boys it's because handisi kubasa Handisi kudhakwa zve joy I could leave it no, handisi kuramba ndine choice No, no handisi kuramba ndine choice But now kuchikoro vanodzinga vanhu Vema drugs take you in vane love Chero musoro vanosimudzana Hapana anombonzi muranda Hapana anomborara anenzara Mhamha hapana anombonyimwa sadza Kwedu kune hunger rough Kwedu zvinofaya wafa I'm a stranger to myself now And all the whiskey is a danger my health now But I think I am hell-bound Ah mhamha hazvifadze izvi bodo Ndezvekukanganwa nhamo harinaki iri doro Baba took a third wife tatiwandei mupoto And ku Church they keep saying ngatifambei mushoko Ku Church they keep saying that the Lord is alive but are you sure we'll survive When I see a piece of bread I am sorta surprised Zvatajaira hazvijairike Got me singing Mwari babaka itai ndife Mhamha the girl child is living under pressure Mhamha the girl child is living on a stretcher Mhamha The girl child is living like a slave Haana mari Now the girl child is living on a blesser Sipping up take another dive like I don't care The only thing clear in my life is the broncleer When I'm off the liquor I can feel it Raw fear Zvirikundirwadza mhamha Zvemadzinza zvikundirwadza mhamha Mhepo dzeku Zaka dzikundibata mhamha I'm still praying handisati ndakufa zvangu mhamha Iye mukadza wangu mhamha Achauya zvaanani She'll come when its better Achauya tonosiya pfuma kwaMzarabani When I have my first son I will call him MUKUDZEI I will name him after me I will hold him through the days I swear I will support in my capacity I swear MUKU I will never be your gravity out here I swear I'll pick you up and kill the tragedies I swear I'll call you king You are the majesty out here Never let them judge you by you money or your flex Still remind you you're the reason we are blessed You are the reason why I am proud to be myself I woke up feeling proud to be myself Vakati wapera wave nherera Musodzi yaerera Vakati wapera wave nenherera Ndiri mwana pama kore ndachemera Wavehu wavehu wenherera Woo vaudze hupenyu we nherera Vaudze hupenyu Vaudze hupenyu
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out