Lyrics

Uhm uhm uhm (Dai daidzai Muku...) Uhmm haiwa haiwa haiwa mukadaidza rufu Tarira kwatakabva Heee Mwanangu ndinoshuwira Usangodyire pese pese unopfuwira Unomukirwa nezvinorova Nedzinopisa nedzinotova Mboma ndodzinoponda Hona waane maronda Tarira kwatakabva Tarira kwatakabva Fofa fofa nema works Hatina zvatakaba I was paDen the other day Ndikati mhamha ndarira saZhakata Vakati mwanangu tozvikudza Asi usadhibha kunamata Ukamuka usa skipper prayer Terera haiwa usabhaiza Muku Mvura yakasviba usachera (chera) Aiwa ungadaidza rufu Ukamuka usa skipper prayer (nyengetera) Haiwa usabhaiza Muku (usashaisha) Mvura yakasviba usachera (chera) Terera aiwa ungadaidza rufu Ahaa, Handinga rukutike muripo mambo Fenzai venyika vasaenda neni Handinga zunguzike muripo mambo Itai Delilah asaenda neni Itai Delilah asaenda neni (asaenda neni) Itai kuti maguys angu asadaidza Melissa Panguva dzeku performer Timbomira zvekuteya ngoma Ndimbosiya zvekusheya shoma cash Tino shaker dzikadai Imi tererai amai Kiti inotopondwa ikabereka mazai (heya hee) Mviro mviro dzeku broker Kuperera mu ve jana Saka usabhaiza Muku Ahaa Handinga rukutike muripo mambo Fenzai venyika vasaenda neni Handinga zunguzike muripo mambo Itai Delilah asaenda neni Handinga rukutike muripo mambo Fenzai venyika vasaenda neni Handinga zunguzike muripo mambo Itai Delilah asaenda neni Handinga rukutike Fenzai venyika vasaenda neni Handinga zunguzike muripo mambo Itai Delilah asaenda neni
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out