Listen to Uri Wangu (feat. Dobba Don) by Voltz JT

Uri Wangu (feat. Dobba Don)

Voltz JT

Hip-Hop/Rap

1,225 Shazams

Lyrics

Ay JT, JT ane ma one Kaliente, Dobba Don Yeah, focusing on people that be focusing on you ndiyo plan If you choose me, I'ma choose you JT ane ma-one, JT ane ma-plan, JT ane ma-one 'cause, ay Ukadaira call yangu ndiri pa-tight, uri wangu Ukandikweretesa tuma-bucks, uri wangu Kana ukandionesa sichaz yandinenge ndisina kuonera Then automatically wawangu Daira call yangu ndiri pa-tight, uri wangu Imbondikweretesa tuma-bucks shaa, uri wangu Kana ukazo-tipper baby wangu kuti mfanha anoswera achikufunga Then thanks uriwangu Focusing on people that be focusing on you ndiyo plan If you choose me, I'ma choose you Please use Spotify kana Youtube, uri wangu, I beg dzima Bluetooth 'Cause what we need is basic finances for the day Kufamba ne at least one bhuru for emergencies Ku-cover tuma-damages Ever seen a situation worsening Just because iwewe uri broke, hausi mbinga? It's painful Kuchemera mababy, ukamapihwa uchamapei Mukazofa mese nenzara zvinobetserei? Munenge muchifamba nei? Dzenge dziri nyaya dzei dzinotaurwa nevanhu vasina plan? Ngatipinzane muma-rounds e-bag, uri wangu I wish to afford everything that I wish So please, usapote uchinditambidza tu-fish Uchitadza kungondidzidzisawo kuraura fish, uri wangu Imbondikweretesa tuma bucks sha, uri wangu Kana ukandionaesa sichaz yandinenge ndisina kuonera Then automatically wawangu Uri wangu, uri wangu, uri wangu, uri wangu, uri wangu Iwe wedzerawo kana ndakumbirawo wangu Uri wangu, uri wangu, uri wangu, uri wangu iwe sahwira wangu Chi-baby-wo changu, tasangana nditori mudendere Wakadhakwa uchimwa Dendairy Tiri kutenderera tiri mujenjere Rega ndikuudze kuti usatinyepere Zvikanzi, "Ndeipi yako, urikuita chii?" Ndikati, "Wangu ndirikutsvaga gauro, kuti ndimwe tea" Avhunduka anzwa ah, ndiKapabantaquality Well me tell 'em like, bente kapali bente Huchi huchi, me say,huchi, kuchi Ndane journey mhani, ende huchi Handidi kukanganiswa nupinzwa mu-Court Em' no chant, ane wake ndewake, ane wake ndewake Musiye, amuti wake nekuti vanenge vasinga-mark Kana pakamakwa vanotomakira ku-ticker, ticker Kuti vanhu vasazorasika
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out