Lyrics

No Limits Ndenge ndanwa tea saka ndovhunduka chii? Nash Nation Ndoyema, zvinorema kana mazvida tinoedza Dzorera, dzorega pandinodzoka ndinofema Ndodemba, varomba vachida gona rinoera Ndoenda, Sadomba shure kwegwenzi rinofema Chingoti hera, hera kunemi vanoera Mwari zvandenge ndoroiwa Physically vandikoniwa Hera, kune vanoera (yeah) Bvunza kune vemu area Gevha mwana wepaseri apa Jena kukura kwe-career Mhere kwatsu seya Neriya Achingopindira vatomu-secure Mhere gwadzi senge Methias Achingomuka achiti ahedhuka (umm, umm) Hera kunemi kumatenga Yatove nyika yandasenga Chatove chiva chavapfeka Vane chigutswa chavasenga Vanotsamwira cheziya, anokaka nemafenzi ka Vanoreva nemazita, vanoda tisati mazvita Chingoti hera, hera kunemi vanoera Mwari zvandenge ndinenge ndoroiwa Physically vandikoniwa Hera, kune vanoera (yeah) Ishe zvandenge ndoroiwa Gungwa kukupa ndakoniwa Ndakafenzwa naJokoniwa Ndatobva gomo reMoriya ndichiti bhema Usakwara nema-formula Vanoda ndife ndigomuka Hona ndichinge ndadhomoka Hera kunemi kumatenga Yatove nyika yandasenga Chatove chiva chavapfeka Vane chigutswa chavasenga Vanotsamwira cheziya, anokaka nemafenzi ka Vanoreva nemazita, vanoda tisati mazvita Chingoti hera, hera kunemi vanoera Mwari zvandenge ndinenge ndoroiwa Physically vandikoniwa Hera, kune vanoera (yeah) Yeah, yeah, yeah, yeah, yeah, yeah Ndenge ndanwa tea, tea, tea, tea, tea, tea Ndovhunduka chii, chii, chii, chii, chii, chii? Yeah
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out