Lyrics

I'm on the beat Jay Taimbo-baser nawo taimbovatemba Takambo-tryer kushanda navo zvikazoramba kusenza Takava-truster vanhu ava vakazotibhemba Now takuzvitinya hatichadaire vakatisheedza Takumbochinja maitiro ezvinhu takumbo switcher Takumbomira kudeepisa zvinhu takumbo sticker Taimbopinda nemoyo izvezvi uri ku-bleeder Saka takadzidza (four) Munhu ari rough kusvika level rekuti shiri ngainaiwe (ngainaiwe) Jesu ngauraiwe (ngauraiwe) mbudzi ngaibaiwe (ngaibaiwe) Kana zviri pa-up ndopavanofona vachiti, "Ngaadaire" (ngaadaire) Zviri pa-down ndopa vanozvitinya vachiti, "Ngaajaire" (ngaajaire) Ndosaka mazuvano ndaku-minder business rangu Ne-emotions handikuratidze weakness yangu Ndikushanda ne-target ndodawo level raWicknell wangu Zvima-gadgets level raWicknell wangu Nyaya yacho idiki diki haidi kunyanyorebeswa Mari yacho kana iripo haidi kunyanya kuchengetwa Ehe munu ndewako but hazvidi kunyanya kuchengera Kuita kurembera chando kudedera (umm) Taimbo-baser nawo taimbovatemba Takambo-tryer kushanda navo zvikazoramba kusenza Takava-truster vanhu ava vakazotibhemba Now takuzvitinya hatichadaire vakatisheedza Takumbochinja maitiro ezvinhu takumbo switcher Takumbomira kudeepisa zvinhu takumbo sticker Taimbopinda nemoyo izvezvi uri ku-bleeder Saka takadzidza JT Zvikadhakwa ndonomhanyisa maDP two Zvinodhakwa ndikamu-texter, "I miss you too" Ukundisaiza ukundibvunza kuti, "Who are you?" Big-up boys dzeSamora, I'll be seeing you Ko mazuvano ndakuzviridzira music yangu Kakawanda kacho inini ndini enemy yangu Or its either uri opposite or side rangu (JT) Either uri we-paraffin or we-gas But still kupisa kunotosiyana Mukudhibhana mazita pakutaurwa madhiri But still kuma drinks mukukokana Mukudhibha kuti nyika haina ZESA Imimi busy nemheni kuChipinge muchisotana When we talk about links, connects, network Pafair mauya pano kuzofeyana (kuzofeyana) Tell my people kuti haufe waita master usiri mastermind (maya) Taimbo-baser nawo taimbovatemba Takambo-tryer kushanda navo zvikazoramba kusenza Takava-truster vanhu ava vakazotibhemba Now takuzvitinya hatichadaire vakatisheedza Takumbochinja maitiro ezvinhu takumbo switcher Takumbomira kudeepisa zvinhu takumbo sticker Taimbopinda nemoyo izvezvi uri ku-bleeder Saka takadzidza Likee
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out